Tanto Wavie - Jonh Vhura Ghedhi - перевод текста песни на английский

Текст и перевод песни Tanto Wavie - Jonh Vhura Ghedhi




Jonh Vhura Ghedhi
Jonh Open the Gate
Ndarota ndiri mbinga
I dreamt I was in Binga
Ahh ini ndanga ndiri mbinga
Ahh I was in Binga
Ende vanhu vese vachindida
And everyone loved me
Ndine mota dzekwa boss Genious
I have cars from Boss Genius
Ah dzekwa Genious
Ah from Genius
Ndichizvida
I love it
Nyangwe (?) key
Even though (?) key
Munhu wese angone makey
Everyone can makey
Tanto Wavie
Tanto Wavie
Chibeat chaTanto Hoooiiiyee
Tanto's beat Hoooiyee
John Vhura Ghedhi
John Open the Gate
John Vhura Ghedhi
John Open the Gate
Ndauya nemababie
I came with the babes
Uya nemababie
Come with the babes
Anoda kufara
Who wants to have fun
Anoda Dhindindi
Who wants Dhindindi
Anoda kufara
Who wants to have fun
Anoda Dhindindi
Who wants Dhindindi
John Vhuli Gedhi
John Open the Gate
John Vhuli Gedhi
John Open the Gate
Ndauya nemababie
I came with the babes
Uya nemababie
Come with the babes
Anoda kufara
Who wants to have fun
Anoda Dhindindi
Who wants Dhindindi
Anoda kufara
Who wants to have fun
Anoda Dhindindi
Who wants Dhindindi
Ndauya nemasushi
I came with the sushi
Ese ane booty
All with the booty
Maziblack beauty
Black beauty
Vana vane mudhoto
Girls with the mudhoto
Unenge wesvoto
You'll be stunned
Ndauya navo vose
I came with them all
Vaunoda vose
The ones you all want
Nhasi topinda mupfocho
Today we're entering the fold
Ndiri kuda malager
I want beers
Ndauya ndakacharger
I came charged up
Gedhi ukasavhura john tinopapinda neladder
If you don't open the gate John, we'll climb over the fence
Mababie andinawo anoda kufara
The babes I have want to have fun
Ngatitange muzhalo masport atotanga.
Let's start the party, the sports have already started.
John Vhura Ghedhi
John Open the Gate
John Vhura Ghedhi
John Open the Gate
Ndauya nemababie
I came with the babes
Uya nemababie
Come with the babes
Anoda kufara
Who wants to have fun
Anoda Dhindindi
Who wants Dhindindi
Anoda kufara
Who wants to have fun
Anoda Dhindindi
Who wants Dhindindi
John Vhuli Gedhi
John Open the Gate
John Vhuli Gedhi
John Open the Gate
Ndauya nemababie
I came with the babes
Uya nemababie
Come with the babes
Anoda kufara
Who wants to have fun
Anoda Dhindindi
Who wants Dhindindi
Anoda kufara
Who wants to have fun
Anoda Dhindindi
Who wants Dhindindi
Jagwa ndauya ndakazadza mababie(mababie)
I came with the Jagwa full of babes(babes)
Unoda lydia here cynthia kana febbie(kana febbie)
Do you want Lydia or Cynthia or Febbie(or Febbie)
Ini pangu ndapedza ndakutoda zveprezha
Me, I'm done, I want to show off
Ini pangu ndapedza ndauya ndakakwesha
Me, I'm done, I came prepared
Amaihweee zvangu dedzai Roby naBobby deidzai kledha naJedza
Amaihweee my friends, call Roby and Bobby, call Kledha and Jedza
(?) naAgogo totangidza chimoto
(?) and Grandma, let's start the fire
Saka (?) vape moyo
So (?) give them courage
John Vhura Ghedhi
John Open the Gate
John Vhura Ghedhi
John Open the Gate
Ndauya nemababie
I came with the babes
Uya nemababie
Come with the babes
Anoda kufara
Who wants to have fun
Anoda Dhindindi
Who wants Dhindindi
Anoda kufara
Who wants to have fun
Anoda Dhindindi
Who wants Dhindindi
John Vhuli Gedhi
John Open the Gate
John Vhuli Gedhi
John Open the Gate
Ndauya nemababie
I came with the babes
Uya nemababie
Come with the babes
Anoda kufara
Who wants to have fun
Anoda Dhindindi
Who wants Dhindindi
Anoda kufara
Who wants to have fun
Anoda Dhindindi
Who wants Dhindindi





Авторы: Shingirai Makaza


Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.