Oliver Mtukudzi - Dzinga Hwema (Live) - translation of the lyrics into English

Lyrics and translation Oliver Mtukudzi - Dzinga Hwema (Live)




Dzinga Hwema (Live)
Dzinga Hwema (Live)
Kusvipa, kuramba uchisvipa nhai kusvipa kungadzinge hwema? x
Burning, burning it again and again, burning what could need some fragrance?
Aiwaka hakudzinge hwema
Oh no, it doesn't need fragrance
Suduruka suduruka, ka
Sifting, sifting, oh you
Suduruka suduruka, ka
Sifting, sifting, oh you
Kusvipa, kuramba uchisvipa nhai kusvipa kungadzinge hwema?
Burning, burning it again and again, burning what could need some fragrance?
Aiwaka hakudzinge hwema
Oh no, it doesn't need fragrance
Wurutsa'vhu ibvaka kumhepo, ugonzvenga hwema
The smoke is rising to the sky, you'll inhale the fragrance
Kusvipa, kuramba uchisvipa nhai kusvipa kungadzinge hwema?
Burning, burning it again and again, burning what could need some fragrance?
Aiwaka hakudzinge hwema
Oh no, it doesn't need fragrance
Suduruka suduruka, ka ugonzvenga hwema
Sifting, sifting, oh you'll inhale the fragrance
Kusvipa, kuramba uchisvipa nhai kusvipa kungadzinge hwema?
Burning, burning it again and again, burning what could need some fragrance?
Aiwaka hakudzinge hwema.
Oh no, it doesn't need fragrance
Kuridza tsamwa kusvika wava mutsonyo, zvingadzime hwema?
Playing furiously until you're consumed by anger, could that quench the fragrance?
Kusvipa, kuramba uchisvipa, nhai kusvipa kungadzinge hwema?
Burning, burning it again and again, oh burning what could need some fragrance?
Aiwaka hakudzinge hwema
Oh no, it doesn't need fragrance
Kuridza tsamwa kusvika wava mutsonyo, zvingadzinge hwema?
Playing furiously until you're consumed by anger, could that need some fragrance?
Kusvipa, kuramba uchisvipa, nhai kusvipa kungadzinge hwema?
Burning, burning it again and again, oh burning what could need some fragrance?
Aiwaka hakudzinge hwema
Oh no, it doesn't need fragrance
Wosvipa kuramba uchisvipa, nhai kusvipa kungadzinge hwema?
So burning, burning it again and again, oh burning what could need some fragrance?
Kusvipa, kuramba uchisvipa, nhai kusvipa kungadzinge hwema?
Burning, burning it again and again, oh burning what could need some fragrance?
Aiwaka hakudzinge hwema
Oh no, it doesn't need fragrance





Writer(s): Oliver “tuku” Mtukudzi


Attention! Feel free to leave feedback.