Oliver Mtukudzi - Ndakuneta - translation of the lyrics into Russian

Lyrics and translation Oliver Mtukudzi - Ndakuneta

Ndakuneta, ndatoneta
Ndakuneta, ndatoneta
Ndakuneta, ndatoneta
Ndakuneta, ndatoneta
Ndaneta!
Ndaneta!
Hoye hondende, ahiye hoye woyere vakomana

Woye wondende, aiwa zvakada baba kunetseka

Woye wondende, aiwa zvakada mbuya kuyaura

Haa zvichanyangarira iyewe
Haa zvichanyangarira iyewe
Haa zvinonyangarire iyewe
Haa zvinonyangarire iyewe
Haa zvichanyangarira iyewe
Haa zvichanyangarira iyewe
Zvinonyangarire iyewe
Zvinonyangarire iyewe
Hinindava baba imi, hinindava baba, hinindava baba

Hinindava baba, hinindava babawo inde iwe baba
Hinindava baba, hinindava babawo inde iwe baba
Hoye hondende, ahiye hoye woyere vakomana
Hoye hondende, ahiye hoye woyere vakomana
Woye wondende, aiwa zvakada baba kunetseka
Woye wondende, aiwa zvakada baba kunetseka
Wee wondende, aiwa zvakada mbuya kushupika
Wee wondende, aiwa zvakada mbuya kushupika
Haa zvichanyangarira iyewe
Haa zvichanyangarira iyewe
Zvinonyangarire iyemi
Zvinonyangarire iyemi
Haa zvichanyangarire iyewe
Haa zvichanyangarire iyewe
Zvinonyangarire iyemi
Zvinonyangarire iyemi
Hinindava baba imi, hinindava baba, hinindava baba
Hinindava baba imi, hinindava baba, hinindava baba
Hinindava baba, hinindava baba imi, hinindava baba imi

Hinindava baba imi, hinindava babawo nde-nde-nde baba

Hendendendere wonde wo, hai wonde wo
Hendendendere wonde wo, hai wonde wo
Ndendendere wonde wo, ehwonde wo
Ndendendere wonde wo, ehwonde wo
Ndendendere wonde wo, hai wonde wo, ndendendere babaimi, he baba
Ndendendere wonde wo, hai wonde wo, ndendendere babaimi, he baba
Ndakuneta, ndatoneta
Ndakuneta, ndatoneta
Ndakuneta, ndatoneta ini
Ndakuneta, ndatoneta ini
Ndaneta!
Нданета!

Writer(s): Oliver Mtukudzi

Attention! Feel free to leave feedback.