Добавлять перевод могут только зарегистрированные пользователи.
Tsika Dzedu
Unsere Bräuche
Ngano
dzedu
dziye
dzakaendepi?
Wo
sind
unsere
alten
Märchen
hin?
Tsika
dzedu
dziye
dzakaendepiko?
Wo
sind
unsere
alten
Bräuche
hin?
Kudya
kwedu
kuye
kwakaendepi?
Wo
ist
unsere
alte
Nahrung
hin?
Nyevhe
yedu
iye
yakaendepiko?
Wo
ist
unser
Nyevhe
hin?
Aiye
aiyere
manhanga
Aiye
aiyere
die
Kürbisse
(Aiyere
iyere
aiyerende)
(Aiyere
iyere
aiyerende)
Aiye
aiyere
magada
Aiye
aiyere
die
getrockneten
Kürbisblätter
(Aiyere
iyere
aiyerende)
(Aiyere
iyere
aiyerende)
Umbee
rinenge
nyama
Kürbisblätter,
die
wie
Fleisch
schmecken
(Aiyere
iyere
aiyerende)
(Aiyere
iyere
aiyerende)
Munyemba
mufushwa
Getrocknete
Kuherbsenblätter
(Aiyere
iyere
aiyerende)
(Aiyere
iyere
aiyerende)
Aiye
aiyere
magada
Aiye
aiyere
die
getrockneten
Kürbisblätter
(Aiyere
iyere
aiyerende)
(Aiyere
iyere
aiyerende)
Aiyere
iyere
aiyerende
Aiyere
iyere
aiyerende
Aiye
aiyere
magada
Aiye
aiyere
die
getrockneten
Kürbisblätter
Kusvikira
rinhi,
tichitiza
mimvuri
yedu?
Bis
wann
fliehen
wir
vor
unseren
Schatten?
Kusvikira
rinhi?
Bis
wann?
(Aiyere
iyere
aiyerende)
(Aiyere
iyere
aiyerende)
Kusvikira
rinhi,
uchinzvenga
mumvuri
wako?
Bis
wann
weichst
du
deinem
Schatten
aus?
Kusvikira
rinhi?
Bis
wann?
(Aiyere
iyere
aiyerende)
(Aiyere
iyere
aiyerende)
Kusvikira
rinhi,
tichinyara
mimvuri
yedu?
Bis
wann
schämen
wir
uns
unserer
Schatten?
Kusvikira
rinhi?
Bis
wann?
(Aiyere
iyere
aiyerende)
(Aiyere
iyere
aiyerende)
Zvaingori
tsika
nditsikewo
Es
war
nur
Brauch,
folge
mir
nach
(Tsika
nditsikewo)
(Folge
mir
nach)
Nemumvuri
wacho,
tsika
nditsikewo
Mit
seinem
Schatten,
folge
mir
nach
(Tsika
nditsike)
(Folge
nach)
Ko
zvaingori
tsika
nditsikewo
Denn
es
war
nur
Brauch,
folge
mir
nach
(Tsika
nditsikewo)
(Folge
mir
nach)
Nemumvura
mese,
tsika
nditsikewo
Mit
dem
ganzen
Schatten,
folge
mir
nach
(Tsika
nditsike)
(Folge
nach)
Zvaingori
tsika
nditsikewo
Es
war
nur
Brauch,
folge
mir
nach
(Tsika
nditsikewo)
(Folge
mir
nach)
Nemumvuri
wacho,
tsika
nditsikewo
iwe
Mit
seinem
Schatten,
folge
mir
nach,
du!
(Tsika
nditsike)
(Folge
nach)
Dada
nerudzi
rwako
Sei
stolz
auf
dein
Volk
Chimiro
chako
nedzinza
rako
Deine
Statur
und
deine
Abstammung
Pembedza
rurimi,
pwere
dzigoyemura
Preise
die
Sprache,
damit
die
Jugend
bewundern
kann
Dada
nerudzi
rwako
Sei
stolz
auf
dein
Volk
Chimiro
chako
nedzinza
rako
Deine
Statur
und
deine
Abstammung
Pembedza
rurimi,
pwere
dzigotevera
Preise
die
Sprache,
damit
die
Jugend
folgen
kann
Dada
nerudzi
rwako
Sei
stolz
auf
dein
Volk
Chimiro
chako
nedzinza
rako
Deine
Statur
und
deine
Abstammung
Pembedza
rurimi,
pwere
dzigoyemura
Preise
die
Sprache,
damit
die
Jugend
bewundern
kann
Dada
nerudzi
rwako
Sei
stolz
auf
dein
Volk
Chimiro
chako
nedzinza
rako
Deine
Statur
und
deine
Abstammung
Pembedza
rurimi,
pwere
dzigotevera
Preise
die
Sprache,
damit
die
Jugend
folgen
kann
Ko
zvaingori
tsika
nditsikewo
Denn
es
war
nur
Brauch,
folge
mir
nach
(Tsika
nditsikewo)
(Folge
mir
nach)
Nemumvura
mose,
tsika
nditsikewo
iwe
Mit
dem
ganzen
Schatten,
folge
mir
nach,
du!
(Tsika
nditsike)
(Folge
nach)
Ko
zvaingori
tsika
nditsikewo
Denn
es
war
nur
Brauch,
folge
mir
nach
(Tsika
nditsikewo)
(Folge
mir
nach)
Nemumvuri
wacho,
tsika
nditsikewo
iwe
Mit
seinem
Schatten,
folge
mir
nach,
du!
(Tsika
nditsike)
(Folge
nach)
(Tsika
nditsikewo)
(Folge
mir
nach)
(Tsika
nditsike)
(Folge
nach)
(Tsika
nditsikewo)
(Folge
mir
nach)
(Tsika
nditsike)
(Folge
nach)
(Tsika
nditsikewo)
(Folge
mir
nach)
(Tsika
nditsike)
(Folge
nach)
(Tsika
nditsikewo)
(Folge
mir
nach)
(Tsika
nditsike)
(Folge
nach)
(Tsika
nditsikewo)
(Folge
mir
nach)
Rate the translation
Only registered users can rate translations.
Attention! Feel free to leave feedback.