Sabastian Magacha - Intro Prayer Lyrics

Lyrics Intro Prayer - Sabastian Magacha




Kunyangwe ndikawa kanomwe
Ndicharamba ndichisimuka
Chandinoziva
Nenyasha dzenyu, Mwari
Munondiregerera pakudarika
Kunyangwe zvikaoma zvikapisa sei
Handifi ndakakurambai, Mwari
Ndichanamata
Mumweya, Mumweya nemuzvokwadi
Kunyangwe zvikaoma zvikapisa sei
Handifi ndakakurambai, Mwari
Ndichanamata
Mumweya, Mumweya nemuzvokwadi
Ndinokumbira ruregero, Mwari wangu
Dzimwe nguva ndotadza namabasa,
Meso angu, zvandinotaura Mwari
Ndiregereiwo pakudarika
Ndinokumbira ruregero, Mwari wangu
Dzimwe nguva ndotadza namabasa,
Meso angu, zvandinotaura Mwari
Ndiregereiwo pakudarika





Attention! Feel free to leave feedback.