Lyrics Ngatimukudzei Mwari (Choral Choir) [Live] - Zimpraise
Ngatimukudzei
Mwari
nemoyo
inofara
Tsitsi
dzake
ihuru
dzinoitirwa
isu
Anorayira
zuva
rivhenekere
nyika
Tsitsi
dzake
ihuru
dzinoitirwa
isu
Zvinhu
zvose
zvipenyu
zvinochengetwa
naye
Tsitsi
dzake
ihuru
dzinoitirwa
isu
Vanhu
vose
vapenyu
vanochengetwa
naye
Tsitsi
dzake
ihuru
dzinoitirwa
isu
Ngatimukudzei
Mwari
nemoyo
inofara
Tsitsi
dzake
ihuru
dzinoitirwa
isu
Ngatimukudzei
Mwari
nemoyo
inofara
Tsitsi
dzake
ihuru
dzinoitirwa
isu
Ngatimukudzei
Mwari
nemoyo
inofara
Tsitsi
dzake
ihuru
dzinoitirwa
isu

Attention! Feel free to leave feedback.