Zimpraise - Ngatimukudzei Mwari (Live) - translation of the lyrics into French

Lyrics and translation Zimpraise - Ngatimukudzei Mwari (Live)




Ngatimukudzei Mwari (Live)
Louons Dieu (En Direct)
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Louons Dieu avec un cœur joyeux
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ses bienfaits sont grands, ils sont pour nous
Anorayira zuva rivhenekere nyika
Il ordonne au soleil d'illuminer la terre
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ses bienfaits sont grands, ils sont pour nous
Zvinhu zvose zvipenyu zvinochengetwa naye
Tout ce qui vit est préservé par lui
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ses bienfaits sont grands, ils sont pour nous
Vanhu vose vapenyu vanochengetwa naye
Tous les êtres vivants sont protégés par lui
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ses bienfaits sont grands, ils sont pour nous
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Louons Dieu avec un cœur joyeux
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ses bienfaits sont grands, ils sont pour nous
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Louons Dieu avec un cœur joyeux
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ses bienfaits sont grands, ils sont pour nous
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Louons Dieu avec un cœur joyeux
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ses bienfaits sont grands, ils sont pour nous





Writer(s): Traditional


Attention! Feel free to leave feedback.