Jah Prayzah - Daka - traduction des paroles en anglais

Paroles et traduction Jah Prayzah - Daka

Daka
Daka
Nyaya yacho mayiona
Nyaya yacho mayiona
Ayiere nyaya yacho maibata
Ayiere nyaya yacho maibata
Uhhh nyaya yacho maiona
Uhhh nyaya yacho maiona
Uhhh nyaya yacho maibata
Uhhh nyaya yacho maibata
Zvariri daka remhuri
Zvariri daka remhuri
Inga igakava remhuri
Inga igakava remhuri
Anoitonga ndiyaniko
Anoitonga ndiyaniko
Ne vabereki horomori
Ne vabereki horomori
Anoyipedza ndiani
Anoyipedza ndiani
Ne vabereki horomori
Ne vabereki horomori
Akasimuka mwanasikana
Akasimuka mwanasikana
Nemisodzi ichiyerera
Nemisodzi ichiyerera
Nematama akanyorova
Nematama akanyorova
Dzaive shungu baba we-e
Dzaive shungu baba we-e
Zvikanzi ndimi, ndimi baba
Zvikanzi ndimi, ndimi baba
Dzimwe nguva ndimi makatanga
Dzimwe nguva ndimi makatanga
Nekuti ndimi, ndimi baba
Nekuti ndimi, ndimi baba
Dzimwe nguva ndimi makatanga
Dzimwe nguva ndimi makatanga
Makaramba wangu wandaida
Makaramba wangu wandaida
Nekuti ayitema hugariri
Nekuti ayitema hugariri
Kundiroodza kune wezera renyu
Kundiroodza kune wezera renyu
Nekuti akapfuma kare
Nekuti akapfuma kare
Kundiroodza kune wezera renyu
Kundiroodza kune wezera renyu
Nekuti ane twake kare
Nekuti ane twake kare
Makandigona wena
Makandigona wena
Makandigura kunorira
Makandigura kunorira
Makandigona wena
Makandigona wena
Kutondigura kunorira
Kutondigura kunorira
Aiyere aiyere nyaya yacho maiona
Aiyere aiyere nyaya yacho maiona
Uhhh uh-ha-ha nyaya yacho maibata
Uhhh uh-ha-ha nyaya yacho maibata
Vakasimuka baba nechipfuva semhakure
Vakasimuka baba nechipfuva semhakure
Nema ziso piriviri, dzaive shungu baba we-e
Nema ziso piriviri, dzaive shungu baba we-e
Zvikanzi ndimi ndimi vanangu
Zvikanzi ndimi ndimi vanangu
Dzimwe nguva ndimi makatanga
Dzimwe nguva ndimi makatanga
Nekuti ndimi ndimi vanangu
Nekuti ndimi ndimi vanangu
Dzimwe nguva ndimi makatanga
Dzimwe nguva ndimi makatanga
Gudo kuipa zvaro asi haridyi neusiku
Gudo kuipa zvaro asi haridyi neusiku
Gudo kushata zvaro asi haridyi neusiku
Gudo kushata zvaro asi haridyi neusiku
Ndakura ndakwegura ini nekuzvibata
Ndakura ndakwegura ini nekuzvibata
Ndakura makore aenda inyasha dza Mwari
Ndakura makore aenda inyasha dza Mwari
Handina kuroba gona ini sei kundinanga huroyi
Handina kuroba gona ini sei kundinanga huroyi
Handina kuroba gona inini sei mandinanga huroyi
Handina kuroba gona inini sei mandinanga huroyi
Makandigona wena kutondigura kunorira
Makandigona wena kutondigura kunorira
Makandigona wena kutondigura kunorira
Makandigona wena kutondigura kunorira
Uhhh uhhh nyaya yacho maiona
Uhhh uhhh nyaya yacho maiona
Aiyere aiyere nyaya yacho maibata
Aiyere aiyere nyaya yacho maibata
Mmmmh mmmmh nyaya yacho maiona
Mmmmh mmmmh nyaya yacho maiona
Akasimuka mwana nemaziso piriviri
Akasimuka mwana nemaziso piriviri
Nemisodzi ichiyerera, nematama akanyorova
Nemisodzi ichiyerera, nematama akanyorova
Nemisodzi ichiyerera, dzaive shungu baba we-e
Nemisodzi ichiyerera, dzaive shungu baba we-e
Zvikanzi ndimi ndimi sekuru dzimwe nguva ndimi makatanga
Zvikanzi ndimi ndimi sekuru dzimwe nguva ndimi makatanga
Nekuti ndimi ndimi sekuru dzimwe nguva ndimi makatanga
Nekuti ndimi ndimi sekuru dzimwe nguva ndimi makatanga
Ndichiri pwere, pwere zvayo ndinoda kutamba nedzimwe pwere
Ndichiri pwere, pwere zvayo ndinoda kutamba nedzimwe pwere
Ndichiri pwere pwere zvayo ndinoda kutamba nedzimwe pwere
Ndichiri pwere pwere zvayo ndinoda kutamba nedzimwe pwere
Ndingatamba seiko dzimwe pwere dzichinditya
Ndingatamba seiko dzimwe pwere dzichinditya
Ndingatamba naniko ini dzimwe pwere dzichinditya
Ndingatamba naniko ini dzimwe pwere dzichinditya
Sekuru sei makandipa zita resvikiro
Sekuru sei makandipa zita resvikiro
Sekuru sei kundiita homwe yesvikiro
Sekuru sei kundiita homwe yesvikiro
Nguva yangu yandinoda kutamba
Nguva yangu yandinoda kutamba
Mudzimu waSekuru unosvika, nguva yangu
Mudzimu waSekuru unosvika, nguva yangu
Yandinoda kutamba mudzimu waSekuru unosvika
Yandinoda kutamba mudzimu waSekuru unosvika
Dzimwe pwere dzinotiza, dzimwe pwere dzinomhanya
Dzimwe pwere dzinotiza, dzimwe pwere dzinomhanya
Dzimwe pwere dzinoenda,
Dzimwe pwere dzinoenda,
dzimwe pwere dzinondityka, uhhh makandigura kunorira
dzimwe pwere dzinondityka, uhhh makandigura kunorira
Uhhh nyaya yacho maiona
Uhhh nyaya yacho maiona
Aiyere mmmh mmh nyaya yacho maibata
Aiyere mmmh mmh nyaya yacho maibata
Uhhh nyaya yacho maiona
Uhhh nyaya yacho maiona
Vakasimuka Mambo nechipfuva semhakure
Vakasimuka Mambo nechipfuva semhakure
Nemaziso piriviri, dzaive shungu baba we-e
Nemaziso piriviri, dzaive shungu baba we-e
Zvikanzi mmmh mmmh
Zvikanzi mmmh mmmh
Ingava hondo varume, hondo inopera
Ingava hondo varume, hondo inopera
Rimwe divi rino surrender kusvika hondo yapera
Rimwe divi rino surrender kusvika hondo yapera
Ringava daka chairo, daka rinopera
Ringava daka chairo, daka rinopera
Inga vanhu vanoyanana kusvikira daka rapera
Inga vanhu vanoyanana kusvikira daka rapera
Ingava ngozi chaiyo, ngozi inopera
Ingava ngozi chaiyo, ngozi inopera
Inga vanhu vanoripa kusvikira ngozi yapera
Inga vanhu vanoripa kusvikira ngozi yapera
Dananai wooo, dananai patsva
Dananai wooo, dananai patsva
Dananai wooo, dananai patsva
Dananai wooo, dananai patsva
Dananai woo-oo, dananai patsva
Dananai woo-oo, dananai patsva
Mmmh mmmh nyaya yacho maibata
Mmmh mmmh nyaya yacho maibata
Uhhh uhh nyaya yacho maiona
Uhhh uhh nyaya yacho maiona

Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.