paroles de chanson Dangerous - Jah Prayzah
Ah
Dangerous
ndege
kwaMzilikazi
Dangerous
aka
kanodhonza
bhazi
Dangerous
ndege
kwaMzilikazi
Dangerous
aka
kanodhonza
bhazi
Ngati
bounce
ti
bounce
Bata
musana
tenderera
ita
kujunga
Baya,
baya
Ngati
bounce
ti
bounce
Bata
musana
tenderera
ita
kujunga
Baya,
baya
Ngati
rare
kunze
Bata
musana
tenderera
ita
kujunga
Baya,
baya
Ngati
bounce
ti
bounce
Bata
musana
tenderera
ita
kujunga
Baya,
baya
Ramba
uchikakata,
famba
chisikana
Kudubura
bhodho,
bhodho
kukokota
ndini
ndakusarudza
Ramba
uchikakata,
hwehwe
Kudubura
bhodho,
bhodho
kukokota
ndini
ndakusarudza
Ramba
uchikakata,
famba
chikomana
Kudubura
bhodho,
bhodho
kukokota
hwehwe
Ramba
uchikakata,
famba
chisikana
Kudubura
bhodho,
bhodho
kukokota
Toita
madiro
shasha
Dariro
rine
vene
varo
shasha
Hokoyo
hokoyo
ah
Koyo
hokoyo
hokoyo
Totura
mutoro
famba
Kanganwa
nhombo
mudiwa
famba
Hokoyo
hokoyo
ah
Koyo
hokoyo
hokoyo
Zvinoita
zvega
so
Kana
ini
ndazvitanga
zvangu
Hokoyo
hokoyo
ah
Koyo
hokoyo
hokoyo
Silent
Killer
paJoza!
Bata
hokoyo
hokoyo
ah
Koyo
hokoyo
hokoyo
Isa
chi
barricade
Vharira
suspect
Eh
vhara
gedhi
Vhara
gedhi
Ndoita
chi
mad
mad
Zvisina
discord
Eh
vhara
gedhi
Vhara
gedhi
Ndipe
ka
suitcase
Kane
magirinedhi
Eh
vhara
gedhi
Vhara
gedhi
Eh
vhara
gedhi
Vhara
gedhi
Eh
vhara
gedhi
Vhara
gedhi
Ramba
uchikakata,
famba
chisikana
Kudubura
bhodho,
bhodho
kukokota
ndini
ndakusarudza
Ramba
uchikakata
hwehwe
Kudubura
bhodho,
bhodho
kukokota
ndini
ndakusarudza
Ramba
uchikakata,
famba
chikomana
Kudubura
bhodho,
bhodho
kukokota
hwehwe
Ramba
uchikakata,
famba
chisikana
Kudubura
bhodho,
bhodho
kukokota
maiwe
Chukuchu
chukuchu
kukuchukudza
Kana
ndakunakidza
chipururudza
Ndibate
panodzimba
usandirega
Vanoringa
zvinovashungurudza
Kiya
eiye
bae
chukucha
(kiya)
Wakadengezera
(chukucha)
Ndichazokutengera
(chukucha)
Kaya
kaunodisa
(chukucha)
(Kiya)
eiye
bae
chukucha
(kiya)
Wakadengezera
(chukucha)
Tarisa
varume
(chukucha)
Vari
kungonongedzera
(chukucha)
(Kiya)
eiye
bae
chukucha
(kiya)
Wakadengezera
(chukucha)
Tarisa
varume
(chukucha)
Mafuta
awandizorera
(oyerera
nedikita)
Waita
kabheriya
(shiringinginya
waichukucha)
Ambi
kuzorera
(woye
ane
dikita)
Mwana
andigonera
(shiringinya
waichukucha)
Ramba
uchikakata,
famba
chisikana
Kudubura
bhodho,
bhodho
kukokota
ndini
ndakusarudza
Ramba
uchikakata
hwehwe
Kudubura
bhodho,
bhodho
kukokota
Dangerous
ndege
kwaMzilikazi
Dangerous
aka
kanodhonza
bhazi
Dangerous
ndege
kwaMzilikazi
Dangerous
aka
kanodhonza
bhazi
Ibva
munzira
(bhomba)
Kangoma
kakonzera
(hondo)
Nekuti
tagadzira
(bhomba)
Kangoma
kakonzera
(hondo)
Buda
munzira
(bhomba)
Kangoma
kakonzera
(hondo)
Tamuka
achigadzira
(bhomba)
Kangoma
kakonzera
(hondo)
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.