Oliver "Tuku" Mtukudzi - Handiro Dambudziko - traduction des paroles en anglais

Paroles et traduction Oliver "Tuku" Mtukudzi - Handiro Dambudziko

Handiro Dambudziko
Handiro Dambudziko
Kunzwa musoro kutema mukoma
When I feel my head aching, My Lady
Handiro dambudziko mukoma
It's not a problem, My Lady
Wanzwa musoro kutema mukoma
You feel your head aching, My Lady
Handiro dambudziko mukoma
It's not a problem, My Lady
Chapa musoro kutema mukoma
Let your head ache, My Lady
Ndiroka dambudziko mukoma
That's not a problem, My Lady
Chapa musana kudzimba mukoma
Let your back burn, My Lady
Ndiroka dambudziko mukoma
That's not a problem, My Lady
Kunzwa musoro kutema mukoma
When I feel my head aching, My Lady
Handiro dambudziko mukoma
It's not a problem, My Lady
Wanzwa musoro kutema mukoma
You feel your head aching, My Lady
Handiro dambudziko mukoma
It's not a problem, My Lady
Chapa musoro kutema mukoma
Let your head ache, My Lady
Ndiroka dambudziko mukoma
That's not a problem, My Lady
Chapa musana kudzimba mukoma
Let your back burn, My Lady
Ndiroka dambudziko mukoma
That's not a problem, My Lady
Wongorora chikonzero chaita musoro uteme
Find out why your head is aching
Ugogadzirisa chikonzero chaita musana ubande (musana bande)
Then you will fix why your back is aching (is aching)

Kusimbirira mhopo, mhopo pamusana
Carrying a big log, a big log on your back
Mhopo iripamusana iwe uneziso rinembonje
The big log on your back gives you a very painful sore
Kushingirira kurapa, mhopo pamusana
Persevering healing, a big log on your back

Ugogadzirisa chikonzero chaita musana ubande (musana ubande)
Then you will fix why your back is aching (is aching)
Tsvaaaga chikonzero chaita musoro uteme
Look for the reason why your head is aching
Ugogadzirisa chikonzero chaita musana ubande (musana ubande)
Then you will fix why your back is aching (is aching)
Kusimbirira mhopo, mhopo pamusana
Carrying a big log, a big log on your back
Mhopo iripamusana iwe uneziso rinembonje
The big log on your back gives you a very painful sore
Kushingirira kurapa, mhopo pamusana.
Persevering healing, a big log on your back.
Mhopo iripamusana iwe uneziso rinembonje
The big log on your back gives you a very painful sore
Wongorora chikonzero chaita musoro uteme
Find out why your head is aching
Ugogadzirisa chikonzero chaita musana ubande (musana ubande)
Then you will fix why your back is aching (is aching)

Writer(s): Mtukudzi Oliver Dairai

Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.