Oliver "Tuku" Mtukudzi - Wasakara - traduction des paroles en anglais

Paroles et traduction Oliver "Tuku" Mtukudzi - Wasakara

Wasakara
Wasakara
Bvuma, bvuma iwe
Admit it, my love
Bvuma, bvuma chete
Admit it, only to me
Bvuma wasakara, bvuma waunyana
Admit it, my darling, admit it, my dove
Bvuma wasakara, bvuma waunyana
Admit it, my darling, admit it, my dove
Bvuma, bvuma iwe
Admit it, my love
Bvuma, bvuma chete
Admit it, only to me
Bvuma wasakara, bvuma waunyana
Admit it, my darling, admit it, my dove
Bvuma wasakara, bvuma waunyana
Admit it, my darling, admit it, my dove
Kuchembera, chiiko kuchembera?
Aging, what is aging?
Kuchembera, chiiko kuchembera?
Aging, what is aging?
Chii kuchembera, chiiko kuchembera?
What is aging, what is aging?
(Imi mai makwegura hamucharugone machembera)
(You old woman, you are not sleeping like an old woman)
(Makuraka musazoramba)
(You mustn't keep snoring)
Kuchembera, chiiko kuchembera?
Aging, what is aging?
(Nemi baba tarirai muone mwana yave mhandara)
(And you father, look and see your daughter is now a maiden)
(Makuraka musazoramba)
(You mustn't keep snoring)
Kuchembera, chiiko kuchembera?
Aging, what is aging?
Kuchembera, chiiko kuchembera?
Aging, what is aging?
Chii kuchembera, chiiko kuchembera?
What is aging, what is aging?
Kuchembera mucherechedzo wenguva yakareba
Aging is a sign of a long time
Kuchembera mucherechedzo wenguva yakareba
Aging is a sign of a long time
Kuchembera ndizvo-ndizvo nenguva yakawanda
Aging is that-that with much time
Kuchembera ndizvo-ndizvo nenguva yakawanda
Aging is that-that with much time
Kuchembera, chiiko kuchembera?
Aging, what is aging?
Kuchembera, chiiko kuchembera?
Aging, what is aging?
Chii kuchembera, chiiko kuchembera?
What is aging, what is aging?
(Imi mai makwegura hamucharugone machembera)
(You old woman, you are not sleeping like an old woman)
(Makuraka musazoramba)
(You mustn't keep snoring)
Kuchembera chiiko kuchembera?
Aging what is aging?
(Nemi baba tarirai muone mwana yave mhandara)
(And you father, look and see your daughter is now a maiden)
(Makuraka musazoramba)
(You mustn't keep snoring)
Kuchembera, chiiko kuchembera?
Aging, what is aging?
Kuchembera, chiiko kuchembera?
Aging, what is aging?
Chii kuchembera, chiiko kuchembera?
What is aging, what is aging?
Chiso kuunyana, mweya imhandara
Face is old, spirit is of a virgin
Kunze kusakara, kunashe kakomana
Outside is rough, inside is fresh like a boy

Writer(s): Oliver “tuku” Mtukudzi

Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.