Dobba Don - Mwana Wenyoka - перевод текста песни на русский

Текст и перевод песни Dobba Don - Mwana Wenyoka




Chinenge chiMysteri
Chinenge chiMysteri
(Oskid Production)
(Oskid Production)
Chinenge chivhiriri
Chinenge chivhiriri
Ah watta dem ah watta dem
Ah watta dem ah watta dem
Check the style again again again
Check the style again again again
Ungachinja trouzi kuriita shorti
Ungachinja trouzi kuriita shorti
Wochinja bhawa kuriita mucourti
Wochinja bhawa kuriita mucourti
Kuchinja muti kuuita mugoti
Kuchinja muti kuuita mugoti
Munhu haachinjike inini ndoti
Munhu haachinjike inini ndoti
Saka ndati mwana wenyoka inyoka
Saka ndati mwana wenyoka inyoka
Agara akadaro zvirimuropa
Agara akadaro zvirimuropa
Hazvina akadhakwa ari sobha
Hazvina akadhakwa ari sobha
Ajaira yake yenyonga-nyonga
Ajaira yake yenyonga-nyonga
Ah shiri hairege muriro wayo
Ah shiri hairege muriro wayo
Vamwe vanhu vanorwadza samabayo
Vamwe vanhu vanorwadza samabayo
Havana nguva yekugaya sechigayo
Havana nguva yekugaya sechigayo
Vanorarama hupenyu se
Vanorarama hupenyu se
Vasina moyo
Vasina moyo
Eh nyangwe ukamutsiura
Eh nyangwe ukamutsiura
Nenzeve zvinopfuura
Nenzeve zvinopfuura
Paunotaura anonzwa seunohukura
Paunotaura anonzwa seunohukura
Zvirimaari kubva mukukura
Zvirimaari kubva mukukura
Manyemwe nemunyama
Manyemwe nemunyama
Zvinofambidzana seBlack Label neMadison
Zvinofambidzana seBlack Label neMadison
Manyemwe nemunyama
Manyemwe nemunyama
Zvinofambidzana se? neChanuwa
Zvinofambidzana se? neChanuwa
Ukamushandisira chamba nemupinyi
Ukamushandisira chamba nemupinyi
Ahateerere nekuti, inhingi
Ahateerere nekuti, inhingi
Akarasika semvura muchitini
Akarasika semvura muchitini
Zvinoda Mwari moziva zvinopera rinhi
Zvinoda Mwari moziva zvinopera rinhi
Gara wavangwarira
Gara wavangwarira
Munzira mako
Munzira mako
Vanoda kukuvharira
Vanoda kukuvharira
Mukadzi wako
Mukadzi wako
Votoda kukutorera
Votoda kukutorera
Saka ndakuudza ngoma iyi ndakukunyorera
Saka ndakuudza ngoma iyi ndakukunyorera
Saka ndati mwana wenyoka inyoka
Saka ndati mwana wenyoka inyoka
Agara akadaro zvirimuropa
Agara akadaro zvirimuropa
Hazvina akadhakwa ari sobha
Hazvina akadhakwa ari sobha
Ajaira yake yenyonga-nyonga
Ajaira yake yenyonga-nyonga
Itori snake, andaconda
Itori snake, andaconda
Ikapinda mumba, ndati ndoiponda
Ikapinda mumba, ndati ndoiponda
Vanhu veFake
Vanhu veFake
Vanorwadziwa vanoisa Salt pachironda
Vanorwadziwa vanoisa Salt pachironda
Saka vaneDzingutendere? fanike vhiri reHonda
Saka vaneDzingutendere? fanike vhiri reHonda
Ndavaudza kuti ndovahorodha
Ndavaudza kuti ndovahorodha
Nekuti vajaira skiri rekubhawudha
Nekuti vajaira skiri rekubhawudha
Saka ndavaudza kuti vanoDoubta
Saka ndavaudza kuti vanoDoubta
Vanogwauta
Vanogwauta
Bvunza Baba Fire
Bvunza Baba Fire
Saka vazviona ndovauraya
Saka vazviona ndovauraya
Nekuti zvakadaro ini ndati maya
Некути звакадаро ини ндати майя






Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.