Jah Prayzah - Halla - перевод текста песни на английский

Текст и перевод песни Jah Prayzah - Halla




Halla
Find
I miss you my geegee yooo
I miss you my geegee yooo
kurisey ikoko mhiriyooo
kurisey ikoko mhiriyooo
my love will never die no no
my love will never die no no
asi moyo wangu, moyo wangu unoramba uchibvunza kuti why
asi moyo wangu, moyo wangu unoramba uchibvunza kuti why
chiiko chinoita kuti zvindibaya paya paya paunoti bye
chiiko chinoita kuti zvindibaya paya paya paunoti bye
tsviriyo tsviriyoo ooh eh yea
tsviriyo tsviriyoo ooh eh yea
ooh iyee eh heee
ooh iyee eh heee
babey halla halla
babey halla halla
moyo wangu wakona imbo
moyo wangu wakona imbo
halla halla
halla halla
ooh iyeee eh heee
ooh iyeee eh heee
babey halla halla
babey halla halla
iwewe kurova kunge ngoda, imbo halla halla
iwewe kurova kunge ngoda, imbo halla halla
inga tainanaidzana famba, haiwa dzamutsana mutsana
inga tainanaidzana famba, haiwa dzamutsana mutsana
(tamba)
(tamba)
pfungwa dzakakangaidzika (hana)
pfungwa dzakakangaidzika (hana)
kuti zvimwe pamwe ndaruza (mwana)
kuti zvimwe pamwe ndaruza (mwana)
kuterera pangaudzika (hana)
kuterera pangaudzika (hana)
ndoswerero dzambire zuva (hama)
ndoswerero dzambire zuva (hama)
chishuwo chiye chandiundura (ganda)
chishuwo chiye chandiundura (ganda)
chandinongo chema inguva (famba)
chandinongo chema inguva (famba)
dzanga dzakumoneredza hasha
dzanga dzakumoneredza hasha
ndanga ndakukanganganisa muhana
ndanga ndakukanganganisa muhana
kuedza kuumbiridza hukama ndokupeeeey
kuedza kuumbiridza hukama ndokupeeeey
mudiwa wangu wandicherera gomba, ndakusuwa
mudiwa wangu wandicherera gomba, ndakusuwa
rwendo runo inini ndofa
rwendo runo inini ndofa
(ooh iyeee eh heee
(ooh iyeee eh heee
babey halla halla
babey halla halla
moyo wangu wakona
moyo wangu wakona
imbo halla halla)×2
imbo halla halla)×2
iwewe kurova kunge ngoda imbo halla halla
iwewe kurova kunge ngoda imbo halla halla
kuti dzvoko dzvoko ndakamira murima imomo
kuti dzvoko dzvoko ndakamira murima imomo
muhope ndirere ndokurota wakasenga chirongo
muhope ndirere ndokurota wakasenga chirongo
kuti ngo ngo ngo kundirovera chipikiri kuty ngoo
kuti ngo ngo ngo kundirovera chipikiri kuty ngoo
Gamu wangu mutoro wacho kurema kunge dombo
Gamu wangu mutoro wacho kurema kunge dombo
mumambure makapinda vamwe haudi here
mumambure makapinda vamwe haudi here
kamusha kedu pamsoro pegomo haudi here
kamusha kedu pamsoro pegomo haudi here
(ooh iyeee eh hee
(ooh iyeee eh hee
babey halla halla
babey halla halla
moyo wangu wakona imbo halla halla
moyo wangu wakona imbo halla halla
oooh iyee eh hee babey
oooh iyee eh hee babey
halla halla iwewe kurova kunge ngoda imbo halla halla)×2
halla halla iwewe kurova kunge ngoda imbo halla halla)×2
mai mwana pinda munzira
mai mwana pinda munzira
aah ndigokuchingura
aah ndigokuchingura
ahh nana nanaira
ahh nana nanaira
haa ndigokuchingura
haa ndigokuchingura
mai mwana pinda munzira (nanaira)
mai mwana pinda munzira (nanaira)
haa ndigokuchingura (hana inorova)
haa ndigokuchingura (hana inorova)
moyo unosunga kuty nga nga nga
moyo unosunga kuty nga nga nga
mai mwana pinda munzira haa ndigokuchingura (naanaira)
mai mwana pinda munzira haa ndigokuchingura (naanaira)
hana inorova,,,, moyo unosunga kuti nga nga nga
hana inorova,,,, moyo unosunga kuti nga nga nga





Авторы: jah prayzah


Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.