ExQ feat. Freeman - Nzenza Lyrics

Lyrics Nzenza - Freeman , ExQ



Makunzi nzenza iyo
Mr Putiti, X, I′m the boss
Musavatevedze vari kuti
Nzenza iyo, Nzenza iyo,
Vari kusasa hanzi nzenza iyo
Nzenza iyo
Vanonditi paari unodei
Ndizvo zvawakarambira Maidei
Tiudze Kuti kana wakamutarisa unonzwei
Vanomuti nzenza asi moyo muti
Hazvimboseenza
Varume ndakatoida nzenza iyoyo
(Ahhh Ahhh)
Ndoraramira nzenza iyo
(Ahhh Ahhh)
Ndiyo inoita ndigoseenza iyo
(Ahhh Ahhh)
Chero mukati nzenza iyo
(Ahhh Ahhh)
Me loves she
Hanzi mukadzi haarambirwe kuroya
Anongorambirwa hupfambi
As long as she's faithful and lovely
Anomubvunza ndiani
Oh now yaanzenza coz she′s sexy
Or maybe you don't like her
She's fancy
That′s why makumuudza hubenzi
Nyangwe ari benzi nderangu
Please let her talk how she wanna
Dress how she wanna
Nyangwe Akafamba akadressa like Rihanna
Let her smoke Marijuana
Drink chikokiana
Varume ndakatoida nzenza iyoyo
(Ahhh Ahhh)
Ndoraramira nzenza iyo
(Ahhh Ahhh)
Ndiyo inoita ndigoseenza iyo
(Ahhh Ahhh)
Chero mukati nzenza iyo
(Ahhh Ahhh)
Me loves she
Now now it′s kinda funny mati nzenza
Asi kwandiri atori ega
From 9 to 5
Handimbobatika
Ndiri mundima
Ndichingochiseenza
Saka musarwadziwe
Ndiye wandakada kubva kudhara hazvinyadzise
Makunyanya kumu... so
Let her talk how she wanna
Dress how she wanna
Nyangwe Akafamba akadressa like Rihanna
Let her smoke Marijuana
Drink chikokiana
Varume ndakatoida nzenza iyoyo
(Ahhh Ahhh)
Ndoraramira nzenza iyo
(Ahhh Ahhh)
Ndiyo inoita ndigoseenza iyo
(Ahhh Ahhh)
Chero mukati nzenza iyo
(Nzenza iyo, nzenza iyo)
Love yangu naye inopisa kuburna
Chero mukashora muchiti inzenza
Mashoko amunotaura handimbomazeza
Inini nenzenza yangu tiri 2 machena
Ndiye wandakada
Hameno Nyangwe mukati nzenza
Muchadzika makachata
Taurai SAS asi muchaneta
Coz ndiye wandakada so.
Let her talk how she wanna
Dress how she wanna
Nyangwe Akafamba akadressa like Rihanna
Let her smoke Marijuana
Drink chikokiana
Let her talk how she wanna
Dress how she wanna
Nyangwe Akafamba akadressa like Rihanna
Let her smoke Marijuana
Drink chikokiana




ExQ feat. Freeman - Tseu Tseu
Album Tseu Tseu
date of release
14-04-2018



Attention! Feel free to leave feedback.