Killer T - Maisafanira Kundirega Lyrics

Lyrics Maisafanira Kundirega - Killer T

BodySlam Records
Owo kodaz owo
Ayanaya for real
Hot property
Iwe PTK
Ayanaya (ooh) for real
Hot property nyatso cheka
Maisafanira kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
Maifanira kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson
Maisafanira kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
Maifanira kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson
Aitove nechinangwa chekuda kundiparadza
Chekuda kundisiya andisakadza
Ndochema ndoshaya anondinyaradza
Chaingoda kundichemedza hameno why
Kundiramba pakutanga zvanga zviri nani
Asi zvese zvaida ndaimupa wani
Maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson
Maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson
Aindinyepera kuti kumba kwavo ndini mukwasha
Apa Ndanga ndiri time-pusher achindiitisa zvisina basa
Murudo ndini ndega ndaifaitira
Kutopedza nguva yangu ndichitaimira
Kutoronga ramangwana ndichishingira
Maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson
Maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson
Aitove nechinangwa chekuda kundiparadza
Chekuda kundisiya andisakadza
Ndochema ndoshaya anondinyaradza owo
Chaingoda kundichemedza hameno why
Kundiramba pakutanga zvanga zviri nani
Asi zvese zvaida ndaimupa wani
Maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson
Maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson
Aindinyepera kuti kumba kwavo ndini mukwasha
Apa Ndanga ndiri time pusher achindiitisa zvisina basa
Murudo Ndini ndega ndaifaitira
Kutopedza nguva yangu ndichitaimira
Kutoronga ramangwana ndichishingira
Maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson
Maisafanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson

Killer T - Ngoma Ndaimba
Album Ngoma Ndaimba
date of release
05-05-2016

Attention! Feel free to leave feedback.