King Labash - Rasta Ndoendanemi Lyrics

Lyrics Rasta Ndoendanemi - King Labash



Umm ummm ende rasta vakachena ava askana... ini ndotoenda navo chete
Rasta (ndoenda nemi)
Kakandiona ndakarova smart
Kakati rasta ndoenda nemi
Kwamunoenda ini ndinoenda ini rasta
Ndoenda nemi
Kakandiona ndaka mechesa smart
Kakati rasta ndoenda nemi
Kwamunoenda ini ndinoteera ini rasta
Ndoenda nemi
Ida ini iwe kwete smart rangu
Usachiva hako aya ma sinhi angu
Tsvaga utengewo ka mota se yangu
Mambo kokwa ku palace na mambo
Ndinorova adiddas down to top
Tinodya mari kunge tine zvikwambo
Dai kunoku kwainge kuri ku jamaica
Dai tese tri ana future fambo
Kakandiona ndakarova smart
Kakati rasta ndoenda nemi
Kwamunoenda ini ndinoenda ini rasta
Ndoenda nemi
Kakandiona ndaka mechesa smart
Kakati rasta ndoenda nemi
Kwamunoenda ini ndinoteera ini rasta
Ndoenda nemi
Ndinenge ndatopinda zvemashuwa rasta
Ndinotombomira zvana chesta
Type yenyu imimi yaka blesswa
Rasta imi munonetswa nema sister
Wanzwa kamuzukuru ka kachema na
Rasta fasta atambire kune ma fire blasta
A trusta hatikonzerezese ma disaster
Straight forwad kunge kwana wa headmaster
Nyangwe neniweo neni rasta
Vhurai door ndipindewo rasta
Musandisiweo kani rasta
Ndoda kuendawo nemi rasta
Kakandiona ndakarova smart
Kakati rasta ndoenda nemi
Kwamunoenda ini ndinoenda ini rasta
Ndoenda nemi
Kakandiona ndaka mechesa smart
Kakati rasta ndoenda nemi
Kwamunoenda ini ndinoteera ini rasta
(Ndoenda nemi)
(Ndoenda nemi)
(Ndoenda nemi)
Kakandiona ndakarova smart
Kakati rasta ndoenda nemi
Kwamunoenda ini ndinoenda ini rasta
Ndoenda nemi
Kakandiona ndaka mechesa smart
Kakati rasta ndoenda nemi
Kwamunoenda ini ndinoteera ini rasta



Writer(s): King Labash, Oskid


King Labash - Ghetto
Album Ghetto
date of release
04-07-2017




Attention! Feel free to leave feedback.