Minister Michael Mahendere - Zvaringana Lyrics

Lyrics Zvaringana - Minister Michael Mahendere



Kubva ndiri mudiki
Handina kumboona
Akarurama achisiiwa
Kubva ndiri mudiki
Handina kumboona
Akarurama achisiiwa
Kana Vana Vake
Vachipemha zvokudya
Handina kumboona Vana Vake
Kana Vana Vake
Vachipemha zvokudya
Meso aJehovah akatarisa
Vakarurama panyika pano
Uye Nzeve Dzake, Nzeve Dzake
Dzinonzwa kuchema kwavo
Angasangana namatambudziko
Mazhinji panyika pano
Asi Jehovah Anomurwira
Obuda paari pose
Meso aJehovah
Akatarira
Vose vakarurama
Meso aJehovah
Akatarira
Vose vakarurama
Uye Nzeve Dzake
Dzinonzwa kuchema kwavo
Uye Nzeve Dzake
Dzinonzwa kuchema kwavo
(Ululating)
Nako kambo!
Minister!
Change Gear!
Hey
Hallelujah!
Kana uchitenda kuti Mwari Anewe ingoti ′Ehe!'
Ehe! Mwari Aneni
Kana uchiziva kuti Mwari Anewe ingoti ′Ehe!'
Ehe! Mwari Aneni
Kana uchitenda kuti Mwari Anewe ingoti 'Ehe!′
Ehe! Mwari Aneni
Saka All is well
All is well
It is well
It shall be well (with me)
Mwari Aneni
Ingoti, ′All is well'
All is well
It is well
It shall be well (with me)
Mwari Aneni
Uri ipapo
All is well
It is well
It shall be well (with me)
Mwari Aneni
Kana uchionekwa naMwari chingoti ′Ehe!'
Ehe! Mwari Anondiona
Hapana zuva raAnokukanganwa chingoti ′Ehe!'
Ehe! Mwari Anondiona
Zvaringana
Zvakaringana
Zvicharingana
Mwari Aneni
Zvaringana
Zvakaringana
Zvicharingana
Mwari Aneni
Zvaringana
Zvakaringana
Zvicharingana
Mwari Aneni
Zvaringana
Zvakaringana
Zvicharingana
Mwari Aneni
Zvaringana
Zvakaringana
Zvicharingana
Mwari Aneni
All is well
It is well
It shall be well (with you)
Mwari Aneni
Declare
All is well
It is well
It shall be well (with you)
Mwari Aneni
Uri ipapo
All is well
It is well
It shall be well (with you)
Mwari Aneni
Usavhunduke
All is well
It is well
It shall be well
Mwari Aneni



Writer(s): Michael Mahendere


Minister Michael Mahendere - Zvaringana - Single
Album Zvaringana - Single
date of release
16-11-2021




Attention! Feel free to leave feedback.