Oliver Mtukudzi - Chengetai Lyrics

Lyrics Chengetai - Oliver Mtukudzi



Chengetai mai nababa
Chengetai mai nababa vayaka
Chengetai mai nababa
(Chengetai mai nababa)
Chengetai mai nababa vayaka
(Chengetai mai nababa)
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
(Chengetai mai nababa)
Ndokutsanya pagwirikwiti ukararama wani
(Chengetai mai nababa)
Chengetai mai nababa
(Chengetai mai nababa)
Chengetai mai nababa vayaka
(Chengetai mai nababa)
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
(Chengetai mai nababa)
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
(Chengetai mai nababa)
Chido chaMwari kuvanavo
Chido chaMwari kuvanavo
Chido chaMwari kuvanavo
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
(Chengetai mai nababa)
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
(Chengetai mai nababa)
Vakakubvumbamira muhondo iwe
Ndokukubvumbamira pahondo
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
(Chengetai mai nababa)
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
(Chengetai mai nababa)



Writer(s): Mtukudzi Oliver


Oliver Mtukudzi - Grand Masters
Album Grand Masters
date of release
24-08-2015




Attention! Feel free to leave feedback.