Oliver Mtukudzi - Unaye Lyrics

Lyrics Unaye - Oliver Mtukudzi

Nánga inoona, ndiyo yareva zvaunoda
Yangoreva nezvausingade, woti haione
Unaye, waunofungira kare (waunofungira kare)

(Unenge watukwa, wongorereka msoro, zvenge zvenhamo) waunofungira

Nánga inoona, ndiyo yaona zvaunoda
Yangoona zvausingade, woti haione
Unaye, waunofungira kare (waunofungira kare)
(Unenge watukwa, wongorereka msoro, zvenge zvenhamo) waunofungira
(Unenge watukwa, wongorereka msoro, zvenge zvenhamo) waunofungira
Nánga inoona, ndiyo yareva zvaunoda
Unaye, waunofungira kare (waunofungira kare)
Yangoreva nezvausingade, woti haione
Unaye, waunofungira kare (waunofungira kare)
(Unenge watukwa, wongorereka msoro, zvenge zvenhamo) waunofungira
(Unenge watukwa, wongorereka msoro, zvenge zvenhamo) waunofungira
(Unenge watukwa, wongorereka msoro, zvenge zvenhamo) waunofungira
Iko kunanga kunánga, wagara uinaye kare waunofungira
Pfungwa yekushopera, wagara uinaye kare wekufungira
(Unenge watukwa, wongorereka msoro, zvenge zvenhamo) waunofungira
Unaye, waunofungira kare (waunofungira kare)
(Unenge watukwa, wongorereka msoro, zvenge zvenhamo) waunofungira

Oliver Mtukudzi - Rudaviro
Album Rudaviro
date of release
24-02-2012

Attention! Feel free to leave feedback.