paroles de chanson Wadiwa - 3rinity feat. Tatenda Kwetemu
Wadiwa
wepamwoyo,
urikurarama?
Ndirikushuvira
musi
watichaonana,
Ndinorota
tichifamba,
maoko
akabatana,
Ndimi
dzerudo
tichisasana,
Tichinotandara,
pamushana,
pamutamba,
patakasangana,
Ndiwe
uri
muhana
nemupfungwa
dzakadzama,
Gadzikisa
hama
kuda
mumwe
handichada,
Misodzi
yekufara
pamatama
patichaonana,
Nekumbundirana,
mufananidzo
wako
ndikautarisa,
Ndipo
pandinotanga
kurangarira
tigere
paruware,
Zuva
ronovira,
ndichiridza
mbira,
uchindiimbira,
Ndakakuvimbisa
ndichakuriritira,
ndave
kuchamhembe,
Asi
ndinogadzirisa...
Asi
ndorangarira,
kufara
kwedu,
Nguva
iye,
tirikumukwerera,
Asi
ndorangarira
(mhiko
dzedu
ndichakapfumbatira,
haikona
kundityira),
Chiso
chiye,
Kunaka
sengirozi
(mhiko
dzedu
Ndichakapfumbatira,
haikona
kundityira),
Uchindinyemwerera
Ndinogara
ndichifunga,
pandaikuperekedza
kunochera
mvura,
Une
neshamwari
dzako,
ini
nana
Kevie,
Hanzvadzi
yako
yakanditaka
nemabwe,
ndikamhanya
samare,
Zvisinei
iye
arisei?
Wairesi
yaakarayira
ndakatenga,
itarisirei,
Ndakawana
basa
asi
kushanda
hakusi
nyore
sezvandaifunga,
Ndofumobata
jongwe,
ndodzoka
ranyura,
makava
ohukura,
Ndinenge
ndopakura,
zvinombindikunda,
Asi
pandinofunga
zvatinoda
kuva
ndoramba
ndakatsunga,
Mhiko
dzedu
ndichakapfumbatira,
haikona
kundityira,
Mhiko
dzedu
ndichakapfumbatira,
haikona
kundityira...
Asi
ndorangarira,
kufara
kwedu,
nguva
iye,
tirikumukwerera,
Asi
ndorangarira
(mhiko
dzedu
ndichakapfumbatira,
haikona
kundityira),
Chiso
chiye,
Kunaka
sengirozi
(mhiko
dzedu
Ndichakapfumbatira,
haikona
kundityira),
Uchindinyemwerera
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.