5nine - Makuruwani paroles de chanson

paroles de chanson Makuruwani - 5nine



Ndamutswa kuseni seni naPAURO
Zvikanzi shamwari hatisisina SAURO
Shamwari PAURO une MUTAURO
Chimhanya unogeza ka tora TAURO
Asi matambiro ako wapindwa NEIKO
Unoda ndiite SEIKO
Mhanzi yataifarira yoimbwa NANIKO
Achiriko SAURO
(Achiriko SAURO)
Ndazopinda paINSTA
Kuona munhu wese ari Astla VISTLA
SAURO
Hameno zvazvaita
Kutorerwa Conquering Shumba Ya DAVITA
Zvino tichaitaseiko
Todini
(Chorus)
Aaaaaaaaaaaaah
Mati kudiiko MAKURUWANI
(Mabirira game apa CHIBABA)
matirova neCHIKURUWANI
(mangoti zii zii kungoti zii iii)
Mati kudiiko MAKURUWANIII
(Matsara game apa CHIBABA)
Matirwadzisa ZVIKURUWANI
2nd VERSE
Nhai mwana waSITHEMBENI
Todiiko SIYENZENI
Apa wakatirova neMHENI
Wakaputsa mhiko dzeJOURNEY
Wazotirova GODHABHENI
Asi takambofara MHENI
Raive rakanaka JOURNEY
Paye pataifamba NEMI
Zvino tatorerwa mukoma SAURO
Hupenyu hwaitengwa Taiva TENGERA
Nyangwe hutano hwaivanetsa
Asi taitoda kuti VACHEMBERE
(Chorus)
Aaaaaaaaaaaaah
Mati kudiiko MAKURUWANI
(Mabirira game apa CHIBABA)
matirova neCHIKURUWANI
(mangoti zii zii kungoti zii iii)
Mati kudiiko MAKURUWANIII
(Matsara game apa CHIBABA)
Matirwadzisa ZVIKURUWANI
[3rd VERS
Nhaiwe PAURO
PAURO ka ane paMUTAURO
Une paMUTAURO
Haungati hatisisina SAURO
Hatisisina SAURO
oooh apa hauna GAURO
Mhanya unogeza ka tora TAURO
Ndiine GAURO
Ndiine GAURO
Dai mambotitengera SAURO
EEH Nhaiwe SAURO
Une paMUTAURO
(Chorus)
Aaaaaaaaaaaaah
Mati kudiiko MAKURUWANI
(Mabirira game apa CHIBABA)
matirova neCHIKURUWANI
(mangoti zii zii kungoti zii iii)
Mati kudiiko MAKURUWANIII
(Matsara game apa CHIBABA)
Matirwadzisa ZVIKURUWANI



Writer(s): Jordan Link Mangwiro, Tapiwanashe Muzota


5nine - Makuruwani
Album Makuruwani
date de sortie
18-03-2021




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.