ExQ feat. Jah Prayzah - Pahukama paroles de chanson

paroles de chanson Pahukama - Jah Prayzah , ExQ



Jah Prayzah is done
Mr Put it is done
... is done
Ta sorter Image
Taridza record
Taisa energy
Tabata melody
Semwana Muparadzi
Tamba sendine ngozi
Kuita semunyangadzi
Kutambarara kunge tsangadzi
Dai wambondimonera
Dakupfeka zibhachi rangu
Dai ndambokukumbira
Kaya kaya ka
Dai wambondimonera
Dakupfeka zibhachi rangu
Dai ndambokukumbira
Kaya kaya ka
Dai wambondimonera
Dakupfeka zibhachi rangu
Dai ndambokukumbira
Kaya kaya ka
Dai wambondimonera
Dakupfeka zibhachi rangu
Dai ndambokukumbira
Kaya kaya ka
We party, We party
Hameno ikoko
Party, Party, Party, Party,
Hameno ikoko
We party, We party
Hameno ikoko
Party, Party, Party, Party,
Hameno ikoko
Hatingamirire kudoka kwaro zuva
Happiness yauya hazvitore nguva
Nhasi ndezveduwo, hatimwe mvura
Tichimwa wemapfunde asina kupura
Fonera Janet,
Zvese na Emily
Ikararamba kupinda
Siya kamessage
Ngavauye kuno,
Kwaita emergency
Cause atifare nevatorwa
Paita family
Dai wambondimonera
Dakupfeka zibhachi rangu
Dai ndambokukumbira
Kaya kaya ka
Dai wambondimonera
Dakupfeka zibhachi rangu
Dai ndambokukumbira
Kaya kaya ka
Dai wambondimonera
Dakupfeka zibhachi rangu
Dai ndambokukumbira
Kaya kaya ka
Dai wambondimonera
Dakupfeka zibhachi rangu
Dai ndambokukumbira
Kaya kaya ka
Oita kukanyaira senzombe
Kiya, kiya
Rashika shika, mashika-shika, shika, shika
Kiya, kiya, kiya
Oita kurindinyuka semombe
Kiya, kiya
Rachika, chika, machika-chika, chika, chika
Kiya, kiya, kiya
Taronga kuvakandira munhenga
Kiya, kiya
Rachika, chika, machika-chika, chika, chika
Kiya, kiya, kiya
Wakanga watinyanyira mukombe
Kiya, kiya
Rachika, chika, machika-chika, chika, chika
Kiya, kiya, kiya
Hoyoyoyo
Hoyoyo-hoyoyo
Hoyoyo
Hoyoyo-hoyoyo
Hoyoyoyo
Hoyoyo-hoyoyo
Hoyoyo
Hoyoyo-hoyoyo
Now break it down
Takota Takota
Takota Takota
Takota Takota
Dai wambondimonera
Dakupfeka zibhachi rangu
Dai ndambokukumbira
Kaya kaya ka
Dai wambondimonera
Dakupfeka zibhachi rangu
Dai ndambokukumbira
Kaya kaya ka
Dai wambondimonera
Dakupfeka zibhachi rangu
Dai ndambokukumbira
Kaya kaya ka
Dai wambondimonera
Dakupfeka zibhachi rangu
Dai ndambokukumbira
Kaya kaya ka
Arajika Majita Arajika
Kusvika chikwama chadzika
Tadzoka tazunza
Wadhakwa
Tapukuta takokota
Taradzika
Majita




ExQ feat. Jah Prayzah - Tseu Tseu
Album Tseu Tseu
date de sortie
14-04-2018



Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.