Jah Prayzah - Mhaka paroles de chanson

paroles de chanson Mhaka - Jah Prayzah



Hiya, hiya ho
Hiya ho
Hiya, hiya ho
Hiya ho
Akatuka muchembere, anebotso muzukuru
Unemhaka, wazvinzwaka
Umm zvakutoda kuripa, mhou chena nemhuru yayo
Unemhaka, wazvinzwa iwe, wazvinzwaka
Aah kunongedza muchembere
Tanda botso muzukuru, unemhaka, wazvinzwaka
Umm zvakutoda kuripa, mhou chena nemhuru yayo
Unemhaka, wazvinzwa iwe, wazvinzwaka
Umm wandinongedza, iwe wandishora
Wandinongedza, iwe wandigumbura fani
Wandinongedza, zvimwe kundishora iwe
Wandinongedza, iwe nyakutumbura iwe
Vachati wonai, wonai
Akapfeka manyatera wonai, wonai
Vachati wonai (wonai, wonai, wonai)
Wonai (wonai) akasunga marengenya wonai
(Wonai, wonai, wonai)
Wonai (wonai)
Akatuka muchembere, anebotso muzukuru
Unemhaka, wazvinzwa, wazvinzwaka
Zvakutoda kuripa, mhou chena nemhuru yayo
Unemhaka, wazvinzwa, wazvinzwaka
Wakatuka muchembere, tanda botso muzukuru
Unemhaka, wazvinzwaka
Zvakutoda kuripa, mhou chena nemhuru yayo
Unemhaka, wazvinzwaka
Aye, aye, aye, aye
Aye, aye, aye, aye
Ngoreyi, hereyi, here, ndeha
Ngoreyi, hereyi, here, heyi
Ngoreyi, hereyi, here, ndehande
Ngoreyi, hereyi, here, yihe
Nhamo yacho ikaoma kutonanga Uzumba
Ndangandati ndirindawo ndawonda zvakutoda kubvuma (dzokera)
Nhamo yacho mukoma ikaoma kutonanga Uzumba
Ndangandati ndirindawo ndawonda zvakutoda kubvuma (dzokera)
Akatuka muchembere, anebotso muzukuru
Unemhaka, wazvinzwa, wazvinzwaka
Zvakutoda kuripa, mhou chena nemhuru yayo
Unemhaka, wazvinzwa, wazvinzwaka
Wakatuka muchembere, tanda botso muzukuru
Unemhaka, wazvinzwaka
Zvakutoda kuripa, mhou chena nemhuru yayo
Unemhaka, wazvinzwaka
Oyi, hereyi, oyeyi. oye, herere
Mai asikana
Nengeu, nengeu, ukama nengeu
Wereu, wereu, wereu, wereu
Hona vanogunun'una mai vangu
Wereu, wereu, wereu, wereu
Zamu vakarovere pamuhacha
Wereu, wereu, wereu, wereu
Nengeu, nengeu, ukama nengeu
Hiya, hiya, hiya, hiya, herere
Honde, hondewe, honde
Hiya, hiya, hiya, hiya, herere
Wazvinzwaka!



Writer(s): Mukudzeyi Mukombe


Jah Prayzah - Gwara
Album Gwara
date de sortie
09-07-2021




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.