Minister Michael Mahendere feat. Direct Worship - Worship Medley paroles de chanson

paroles de chanson Worship Medley - Minister Michael Mahendere feat. Direct Worship



I am a victor
I win every battle
In Jesus′ Name
I'm an overcomer
By You, I run, I run through a troop
I leap, I leap over walls
In Jesus′ Name, I'm an overcomer.
Ndiriwo, ndiri mukundi Mwariwe
Ndinokunda hondo dzangu dzose
NeZita renyu Jesu, ndiri kukunda
Nemiwo, ndinorwa hondo dzangu dzose
Ndinosvetuka rusvingo Baba wo
NeZita, neZita raJesu, ndiri kukunda
Oh yes
I declare, I'm an Overcomer
Oh Yes, I declare
I′m an Overcomer.
Oh yes
I declare, I′m an Overcomer
Oh Yes, I declare
I'm an Overcomer.
Nokuti Mweya Mutsvene munopupurirana
NeMweya wangu, kuti ndiri mwana waMwari
Imi Mweya Mutsvene murikuto, murikutopupurirana
Nemweya wangu kuti ′Micah', uri mwana waMwari.
Mweya Mutsvene munopupurirana
NeMweya wangu, kuti ndiri mwana waMwari.
Mweya Mutsvene munopupurirana
NeMweya wangu, kuti ndiri mwana waMwari.
Ndiri mwana waMambo,
Ndiri mwana waMwari wamasimba ose,
Mweya munopupurawo, muriku pupura Mweya Mutsvene.
Saka torayi moyo wangu
Mundizadze.
Saka torayi moyo wangu
Mundizadze.
Saka torayi moyo wangu
Mundizadze.
Hallelujah, In worship, so I raise my hands
I raise my voice, to the Name above all names
Its Jesus Christ
Emmanuel, God with us
Ancient of Days
Unconquerable.
You are the Ancient of Days
Unconquerable, undefeatable
Unconquerable
Yes, lift up your voice
Worship Him, Worship Him
Worship Him.
Ancient of Days
Unconquerable
Unconquerable, undefeatable
I raise my hands, Oh
I raise my voice
To the Name above all names
Jesus
Jesus, Jesus, Jesus.




Minister Michael Mahendere feat. Direct Worship - Getting Personal With God 3
Album Getting Personal With God 3
date de sortie
30-03-2017




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.