Oliver Mtukudzi - Pss Pss Hallo paroles de chanson

paroles de chanson Pss Pss Hallo - Oliver Mtukudzi



Haunyare pese pese
Hallo pese pese pss pss
Haunyare pese pese
Dzikama dzikamawo wakura
Dzikamawe dzikamawo wapera
Uchazowana aniko dzikamawo wakura
Haunyare pese pese pss pss
Dzikamawo wapera
Uchazowanikwa naniko
Dzikamawo wakura
Haunyare pese pese pss pss
Dzikamawo wapera
Hallo hallo hallo my friend
Long time no see
Hallo hallo hallo my pal
How come you look so sad
You used to be hard
To be smart, too smart to work
Now that chance is gone
And it's late to recover
Why don't you settle down
Dzikamawo wapera
Woita hwani chisikana
Dzikamawo wakura
Hauna mari muhomwe
Dzikamawo wapera
Woita hwani chikomana
Dzikamawo wakura
Hauna mari muhomwe
Dzikamawo wapera
He used to be hard
To be smart, too smart to work
Now that chance is gone
And it's late to recover
Why don't you settle down
Dzikamawo wapera
Dzikama dzikamawo wakura
Dzikamawe dzikamawo wapera
Woita hwani chikomana
Dzikamawo wakura
Hauna mari muhomwe
Dzikamawo wapera
Woita hwani chisikana
Dzikamawo wakura
Hauna mari muhomwe
Dzikamawo wapera




Oliver Mtukudzi - Wonai
Album Wonai
date de sortie
10-03-2006




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.