Oliver Mtukudzi - Dai Ndine Mukoma paroles de chanson

paroles de chanson Dai Ndine Mukoma - Oliver "Tuku" Mtukudzi



Baba mwana mandikanganisa
Baba mwana mandivirimira
Baba vedu mandivirimira kani
Baba Wesi mandikanganisa
Dai ndine mukoma, ey
Dai ndine mukoma ini
Baba mwana mandikanganisa, woye
Baba mwana mandivirimira kani
Dai ndine mukoma ndainozvireva
Dai ndine mukoma pano ndainozvireva
Ndine mukoma kani, hamumbozviita
Turunura, turunura, turunura baba
Turunura, turunura, turunura baba
Baba mwana mandiregerera
Baba mwana mandivirimira kani
Baba mwana mandikanganisa pamusha pano
Dai ndine mukoma ndainozvireva
Dai ndine mukoma kani ndainozvireva
Ayiere mukoma kani, ayiere mukoma kani
Ayiere mukoma baba, ayiere mukoma kani
Ayiere mukoma baba, ayiere mukoma kani
Kuva dangwe kunopusisa
Zvamunoona udangwe hunopusisa
Dai ndine mukoma ini ndainozvireva chete
Dai ndine mukoma kani ndainozvireva ini
Dai ndine mukoma kani ndainozvireva ini
Ayiere mukoma kani, ayiere mukoma kani
Ayiere mukoma baba, ayiere mukoma kani
Ayiere mukoma baba, ayiere mukoma kani
Hayi kacha
Hayi kacha
Hayi kacha
Hayi kacha
Baba Peti mandikanganisa
Baba Wesi mandivirimira kani
Baba mwana nda-, ey
Baba mwana mandivirimira kani
Dai ndine mukoma kani ndainozvireva ini
Dai ndine mukoma kani ndainozvireva
Ayiere mukoma kani, ayiere mukoma kani
Ayiere mukoma baba, ayiere mukoma kani
Ayiere mukoma baba, ayiere mukoma kani
Ayiere mukoma baba, ayiere mukoma kani
Herendera herendera, herendera baba
Herendera herendera, herendera baba
Herendera herendera, herendera baba



Writer(s): Oliver Mutukudzi


Oliver Mtukudzi - Oliver's Greatest Hits (Nguva Iya)
Album Oliver's Greatest Hits (Nguva Iya)
date de sortie
18-05-2018




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.