Zimpraise - Mweya Mutsvene Anouya (Live) paroles de chanson

paroles de chanson Mweya Mutsvene Anouya (Live) - Zimpraise

Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavidha.
Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam
Ndotamba-tamba ndotamba iwee.
(Kana Mweya mutsvene agara pamusoro
Pangu ndichatamba).Ndichatamba saDhavhidha
Ndoimba-imba ndoimba iwee.
(Kana Mweya mutsvene agara pamusoro
Pangu ndichatamba).Ndichaimba saMiriam
Ah hona heree.Ah hona heree
Ah hona heree.Ah hona heree
Kana mweya mtsvenee...
(Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha)
Kana mweya mtsvenee hona vakomana...
(Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha)
Kana mweya mtsvenee...
(Kana Mweya agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha)
Ndotamba ndotamba hona,, Mwari vangu vandigonera.
(Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)
Ndotamba ndotamba mkoma,, Mwari vangu vandiitira.
(Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)
Everybody...
Kana mweya mtsvenee hona.
Ndichaimba saMiriam(Kana Mweya
Agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam)
Kana mweya mtsvenee hona vakomana...
Ndichaimba saMiriam(Kana Mweya
Agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam)
Kana mweya mtsvenee hona vakomana... ah hona, hande.
(Kana Mweya agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam)
Ndoimba ndoimba mkoma,,
(Ndoimba-imba ndoimba iwee ndichaimba saMiriam)
Ndoimba ndoimba hona,,
Mwari vangu
Munondiitira(Ndoimba-imba ndoimba iwee ndichaimba saMiriam)
Ndoimba ndoimba mkoma,, Mwari vngu vandigonera.
Hande tioone.(Ndoimba-imba ndoimba iwee ndichaimba saMiriam)
Hande tionee,, eeh eh...
Hande tionee,, eeh eh...
Vana vaPharoah vamunoona avaa,, shuwa hamuchazovaone zvee
Vaida kuti tiparadzwe, asi ndivo vaparadzwa nemvura wani
Vaida kuti ndinyadziswe, asi ndivo vanyadziswa
Vaida kuti ndipusiswe, asi ndivo vapusiswaa
Ndotamba ndotamba mkoma.
(Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)
Ndotamba ndotamba mkoma.
Mwari vangu
Vandikundisa(Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)
Ndotamba ndotamba mkoma.Mwari vangu... Hande tionee.
(Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)
Hande tione vakomana
Huya apa huya apa...
Nchataamba saDhavhidha(Ndoiimba saMiriam)
Nchataamba saDhavhidha(Ndoiimba saMiriam)
Nchataamba saDhavhidha(Ndoiimba saMiriam)
Nchataamba saDhavhidha(Ndoiimba saMiriam)
Hoo nchatamba ini,
Hee nchaimba ini(Nchataamba saDhavhidha(Ndoiimba saMiriam))
Hoo nchatamba ini,
Hee ndchatamba ini(Nchataamba saDhavhidha(Ndoiimba saMiriam))
Hona tamba tamba tamba mkoma, Hee nchaiimba.
Maoko(Nchataamba saDhavhidha(Ndoiimba saMiriam))
Hoo nchatamba,, (Nchataamba saDhavhidha(Iye yee, Ndoiimba saMiriam))
Hoo nchatamba,, Maoko maoko.Hee nchaii, munhu wese.
(Nchataamba saDhavhidha(Iye iyee, Ndoiimba saMiriam))
Hoo nchatamba,,
Hee nchaiimba ini(Nchataamba
SaDhavhidha(Iye iyee, Ndoiimba saMiriam))
Hona tamba tamba tamba mkoma, tamba tamba.
Hee nchaiimba.(Nchataamba saDhavhidha(Ndoiimba saMiriam))
Hoo nchatamba,, Hee nchaii.
(Nchataamba saDhavhidha(Iye iyee, Ndoiimba saMiriam))
Hoo nchataa,,
Hee nchaiimba ini(Nchataamba
SaDhavhidha(Iye iyee, Ndoiimba saMiriam))
Hona tamba tamba tamba mkoma.Hee nchaiimba.
(Nchataamba saDhavhidha(Iye iyee, Ndoiimba saMiriam))
Munhu wese ngatimboimba.
(Nchataamba saDhavhidha(Iye iyee, Ndoiimba saMiriam))
Everybody, (Nchataamba saDhavhidha(Iye iyee, Ndoiimba saMiriam))
Hoo nchatamba ini,,
Hee nchaiimba(Nchataamba saDhavhidha(Iye iyee, Ndoiimba saMiriam))
Hona tamba tamba tamba mkoma...
(Nchataamba saDhavhidha(Iye iye Ndoiimba saMiriam))

...applause. (Nchataamba saDhavhidha(Iye iye Ndoiimba saMiriam))
(Nchataamba saDhavhidha(Iye iye Ndoiimba saMiriam))
(Nchataamba saDhavhidha(Iye iye Ndoiimba saMiriam))
(Nchataamba saDhavhidha(Iye iye Ndoiimba saMiriam))...ululation
(Nchataamba saDhavhidha(Iye iye Ndoiimba saMiriam))

Writer(s): Joseph Madziyire, Macdonald Chidavaenzi

Zimpraise - Pentecost Season 9 (Live)
Album Pentecost Season 9 (Live)
date de sortie
02-02-2017

Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.