Jah Prayzah - Bvumbamirai текст песни

Текст песни Bvumbamirai - Jah Prayzah



Pamunovhika
Painovhuruvhuta
Mweya yakaipa
Mweya yandinotya
Pamunovhika
Painovhuruvhuta
Honde
Mweya yakaipa
Honde
Mweya yandinotya
Honde
Painodzoka
Ichamirira kwadoka
Honde
Mweya yakaipa
Honde
Mweya yandinotya
Painodzoka
Ichamirira kwadoka
Honde
Mweya yakaipa
Honde
Mweya yandinotya
Huyai mupukute masodzi angu
Bvumbamira
Douyai mundipewo chinzvimbo changu
Bvumbamira
Ndodaira kuti ndichagarika
Bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere
Bvumbamira
Huyai mupukute masodzi angu
Bvumbamira
Douyai mundipewo chinzvimbo changu
Bvumbamira
Ndodaira kuti ndichagarika
Bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere
Bvumbamira
Makata iwe makata
Bvumbamira
Tichingoripo tichigomera
Bvumbamira
Asi mangwana tichateremuka iwe
Bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere
Makata iwe makata
Bvumbamira
Tichingoripo tichigomera
Bvumbamira
Asi mangwana tichateremuka iwe
Bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere
Kwekweta mukaka
Urarame semucheche
Vadzimu vari mugomo
Havasati vapindura
Kwekweta mukaka
Urarame semucheche
Vadzimu vari mugomo
Havasati vapindura
Shungu iwe shungu iwe
Zviuya zviri mberi
Izwi revari musango
Harisati ranzwika
Shungu iwe shungu iwe
Zviuya zviri mberi
Izwi revari musango
Harisati rapindura
Huyai mupukute masodzi angu
Bvumbamira
Douyai mundipewo chinzvimbo changu
Bvumbamira
Ndodaira kuti ndichagarika
Bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere
Bvumbamira
Huyai mupukute masodzi angu
Bvumbamira
Douyai mundipewo chinzvimbo changu
Bvumbamira
Ndodaira kuti ndichagarika
Bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere
Bvumbamira
Makata iwe makata
Bvumbamira
Tichingoripo tichigomera
Bvumbamira
Asi mangwana tichateremuka iwe
Bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere
Makata iwe makata
Bvumbamira
Tichingoripo tichigomera
Bvumbamira
Asi mangwana tichateremuka iwe
Bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere
Homwe ichabereka dzimwe homwe
Mukoma rugare ah-ha ndeya
Mukoma rugare
Kumbirawo huchenjeri
Uchazova chikonzero cherugare ah-ha ndeya
Mukoma rugare
Aiwa mondiyeuka
Pamucharangarira vamwe
Mudzimu unoyera baba
Musakoshiwa kundipa rugare
Mukoma rugare
Aiwa mondiyeuka
Pamuchakomborera vamwe
Mudzimu unoyera baba
Ndovavarira rugare
Mukoma rugare
Huyai mupukute masodzi angu
Bvumbamira
Douyai mundipewo chinzvimbo changu
Bvumbamira
Ndodaira kuti ndichagarika
Bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere
Bvumbamira
Huyai mupukute masodzi angu
Bvumbamira
Douyai mundipewo chinzvimbo changu
Bvumbamira
Ndodaira kuti ndichagarika
Bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere
Bvumbamira
Makata iwe makata
Bvumbamira
Tichingoripo tichigomera
Bvumbamira
Asi mangwana tichateremuka iwe
Bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere
Makata iwe makata
Bvumbamira
Tichingoripo tichigomera
Bvumbamira
Asi mangwana tichateremuka iwe
Bvumbamira
Nekuti mandinzwa muchembere



Авторы: Mukudzeyi Mukombe


Jah Prayzah - Gwara
Альбом Gwara
дата релиза
09-07-2021




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.