Killer T - Ndabata Changu текст песни

Текст песни Ndabata Changu - Killer T



Killer T
Hamudi kungonzwa kuti ndabata changu
Kuti mungonzwa kuti ndinova changuwo
Iko kufa kwemurume kubuda ura
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira
Kana ndazodaro mochinditaura
Kuti Havana zvavo varikuyaura
Iko kufa kwemurume kubuda ura
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira
Kana ndazodaro mochinditaura
Kuti Havana zvavo varikuyaura
Manje handimire mundima tafamba
Chese chandobata vanoda kuzviramba
Ndamira pamusoro kuti mundione
Kuti ndikachema mukasike kunzwa
Kana chese chandoshanda mochigumbukira
Hamudi kungonzwa chete pandobudirira
Saka chandinokumbira pano kutaura
Kana muka ramba ndoda kushaura
Iko kufa kwemurume kubuda ura
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira
Kana ndazodaro mochinditaura
Kuti Havana zvavo varikuyaura
Iko kufa kwemurume kubuda ura
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira
Kana ndazodaro mochinditaura
Kuti Havana zvavo varikuyaura
Ndimi makatituma musango rine shumba
Makanga matiratidza hondo dzeraramo
Isu tikati sango, sango tofiramo
Tinenge tichitsvaga nzira dzeraramo
Kana pandichatadza muchandirambira
Kana mukuru wangu vakandiyambira
Vakati hatisiye vanotimirira
Pacho pamuchabvuma takapamirira
Iko kufa kwemurume kubuda ura
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira
Kana ndazodaro mochinditaura
Kuti Havana zvavo varikuyaura
Iko kufa kwemurume kubuda ura
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira
Kana ndazodaro mochinditaura
Kuti Havana zvavo varikuyaura
Manje handimire mundima tafamba
Chese chandobata vanoda kuzviramba
Ndamira pamusoro kuti mundione
Kuti ndikachema mukasike kunzwa
Kana chese chandoshanda mochigumbukira
Hamudi kungonzwa chete pandobudirira
Saka chandinokumbira pano kutaura
Kana mukaramba ndoda kushaura
Iko kufa kwemurume kubuda ura
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira
Kana ndazodaro mochinditaura
Kuti Havana zvavo varikuyaura
Iko kufa kwemurume kubuda ura
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira
Kana ndazodaro mochinditaura
Kuti Havana zvavo varikuyaura
End




Killer T - Mukuru Mukuru Singles Collection
Альбом Mukuru Mukuru Singles Collection
дата релиза
09-08-2019




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.