Oliver Mtukudzi - Hazvireve текст песни

Текст песни Hazvireve - Oliver Mtukudzi



Hazvireve rudo handina
Hazvireve rudo handina mwanangu we
(Rudo ndinarwo mwanangu)
Hazvireve rudo handina ini
Hazvireve rudo handina mwanangu we
(Rudo ndinarwo mwanangu)
Mai vaiva mwana mudiki (mudiki)
Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
(Rudo ndinarwo mwanangu)
Mai vaiva mwana mudiki (mudiki)
Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
(Rudo ndinarwo mwanangu
Mai vaiva mwana mudiki (mudiki)
Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
(Rudo ndinarwo mwanangu)
Mai vaiva mwana mudiki (mudiki)
Ini ndakanga ndichiri mwana mudiki
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
(Rudo ndinarwo mwanangu)
Maka yavepo takatukana, kupopotana
Amai ndokuoneka
(Popota, kutukana, nekuoneka)
Mosva yavepo takatukana, hokupopotana
Amai ndokuramwa
(Popota, kutukana, nekuoneka)
Gukupere nepore ndakatozonzwa nerunye rekupe
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
(Rudo ndinarwo mwanangu)
Muku famba kwenguva ndakatozonzwa nerunye rekupe
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
(Rudo ndinarwo mwanangu)
Takasanga panharara (nharara)
Ndika bvunza Mai mwana aripii ko?
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
(Rudo ndinarwo mwanangu)
Takasanga panharara (nharara)
Ndika bvunza Mai mwana anani ko?
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
(Rudo ndinarwo mwanangu)
Tichaonana tichaonana
Kana Mwari vada (zvarongeka)
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
(Rudo ndinarwo mwanangu)
Tichaonana tichaonana
Kana zvichinge zvarongeka (Mwari ada)
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
(Rudo ndinarwo mwanangu)
Hazvireve rudo handinai
Hazvireve rudo handina mwanangu we
(Rudo ndinarwo mwanangu)
Hazvireve rudo handina ini
Hazvireve rudo handina mwanangu we
(Rudo ndinarwo mwanangu)



Авторы: Mtukudzi Oliver Dairai


Oliver Mtukudzi - Nhava
Альбом Nhava
дата релиза
25-10-2004




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.