Oliver Mtukudzi - Mai varamba текст песни

Текст песни Mai varamba - Oliver Mtukudzi

Aiwa ba
Aiwa ba
Aiwa ba
Mai varamba ava, amai varamba (aiwa ba)
Mai varamba ava, amai varamba, varamba (aiwa ba)
Mai varamba ava, amai varamba, varamba amai, varamba amai (aiwa ba)
Hanzi wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)

Memuyemedza mwana kumuyemedza kudai, mai varamba (aiwa ba)
Memuyemedza mwana kumuyemedza bhoyi, mai varamba ava (aiwa ba)
Memuyemedza mwana kumuyemedza bhoyi, mai varamba ava (aiwa ba)
Hanzi wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Aiwa ba
Aiwa ba
Aiwa ba
Rudo rudziiko, kuyemedza mwanakoma? (Aiwa ba)

Ndozviziva ndiye ega mwanakomana pamusha pano, mai varamba ava (aiwa ba)
Ndozviziva ndiye ega mwanakomana pamusha uno, mai varamba ava (aiwa ba)
Kuzviziva ndiye ega mwanakomana shuwa, mai varamba ava (aiwa ba)
Hanzi wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Aiwa ba
Aiwa ba
Aiwa ba
Mai varamba ava, amai varamba, varamba, varamba amai (aiwa ba)
Mai varamba ava, amai varamba, varambaka, varamba amai (aiwa ba)
Hanzi wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)

Авторы: Oliver Mtukudzi

Oliver Mtukudzi - Tuku Music - Zimbabwe
Альбом Tuku Music - Zimbabwe
дата релиза
23-04-1999

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.