Oliver Mtukudzi - Mai Varamba - Live текст песни

Текст песни Mai Varamba - Live - Oliver Mtukudzi

Aiwa ba
Aiwa ba
Aiwa ba
Mai varamba ava, amai varamba (aiwa ba)
Mai varamba ava, amai varamba, varamba (aiwa ba)
Mai varamba iwe, amai varamba, varamba amai, varamba amai (aiwa ba)
Hanzi wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)

Memuyemedza mwana kumuyemedza kudai, mai varamba (aiwa ba)
Memuyemedza mwana kumuyemedza bhoyi, mai varamba (aiwa ba)
Kumuyemedza mwana kumuyemedza bhoyi, mai varamba ava (aiwa ba)
Hanzi wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Aiwa ba
Aiwa ba
Rudo rudziiko, kuyemedza mwanakoma? (Aiwa ba)

Tozviziva ndiye ega mwanakomana pamusha pano, mai varamba (aiwa ba)
Tozviziva ndiye ega mwanakomana pamusha uno, mai varamba (aiwa ba)
Hanzi wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Aiwa ba

Oliver Mtukudzi - One Night at 60 (Live)
Альбом One Night at 60 (Live)
дата релиза
05-11-2015

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.