Oliver Mtukudzi - Ndagarwa Nhaka текст песни

Текст песни Ndagarwa Nhaka - Oliver Mtukudzi



Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka munin'ina
Ndagarwa nhaka ini
Nemoyo chena (×4)
Ndawana wekuchemera mambo
Ndawana anondichengeta
Ndawana wekuturira mambo
Nekuyemera(×4)
Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka munin'ina
Ndagarwa nhaka ini
Nemoyo chena (×4)
Ndawana wekuchemera mambo
Ndawana anondichengeta
Ndawana wekuturira mambo
Nekuyemera (×4)
Ndawana wekuchemera
Ndawana anondichengeta
Ndawana wekuturira
Nekuyemera
The end...



Авторы: Mtukudzi Oliver Dairai


Oliver Mtukudzi - Greatest Hits - The Tuku Years
Альбом Greatest Hits - The Tuku Years
дата релиза
07-04-2002




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.