Oliver Mtukudzi - Kugara Nhaka текст песни

Текст песни Kugara Nhaka - Oliver "Tuku" Mtukudzi



Kugara nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
Kugara nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
(Kugara nhaka varume) varume
(Kuona dzavamwe) dzevamwe
(Kugara nhaka varume) varume
(Kuona dzavamwe) dzevamwe
Kudzidza hakuperi, ruzivo masiyiranwa
Kugara nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
Kugara nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
Umm kugara nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
Ha, kugara nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
(Kugara nhaka varume) varume
(Kuona dzavamwe) dzevamwe
(Kugara nhaka varume) varume
(Kuona dzavamwe) dzevamwe
Kudzidza hakuperi, ruzivo masiyiranwa
Kudzidza hakuperi, ruzivo maturiranwa
Kugara nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
Kugadza nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
(Kugara nhaka varume) varume
(Kuona dzavamwe) dzevamwe
Kudzidza hakuperi, ruzivo maturiranwa
(Kugara nhaka varume) varume
(Kuona dzavamwe) dzevamwe
(Kugara nhaka varume) varume
(Kuona dzavamwe) dzevamwe
Kudzidza hakuperi, ruzivo maturiranwa
Kugara nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
Kugara nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
Kugara nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
Kugara nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
Kugara nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
Kugadza nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
Kugara nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
Kugadza nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)
Kugara nhaka varume (varume)
Kuona dzavamwe (dzavamwe)



Авторы: Oliver Mtukudzi, Oliver Dairai Mtukudzi


Oliver Mtukudzi - Neria (Original Soundtrack)
Альбом Neria (Original Soundtrack)
дата релиза
03-05-2001




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.