Oliver Mtukudzi - Zuva Rekufa Kwangu текст песни

Текст песни Zuva Rekufa Kwangu - Oliver "Tuku" Mtukudzi



Regai kuchema kani
Regai kuchema kani
Ndati zuva rekufa kwangu amai
Rekufa kwangu chinun'una
Regai kuchema kani
Ndati zuva rekufa kwangu mukoma
Rekufa kwangu chinun'una
Regai kuchema kani baba
Regai kuchema woye
Regai kuchema kani
Ndati zuva rekufa kwangu mukoma
Rekufa kwangu chinun'una
Regai kuchema kani
Ndati zuva rekufa kwangu mukoma
Rekufa kwangu amai
Regai kuchema kani
Ndati musazvibondere neshungu kani, imi baba
Regai kuchema kani
Ndati musazvibondere neshungu kani, imi babawe
Regai kuchema kani
Ndati muviri wenyu kana ndafa, kana ndafa
Regai kuchema kani
Ndati muviri wenyu kana ndafa
Regai kuchema kani
Ndati torai mundikande sopano apo, imi baba
Regai kuchema kani
Ndati makava agodya pamadiro, paanodira
Regai kuchema kani
Ndati makava agodya pamadiro, pamadiro
Regai kuchema kani
Regai kuchema kani
Ndati zuva rekufa kwangu amai kani
Regai kuchema kani
Ndati zuva rekufa kwangu mukoma
Rekufa kwangu chinun'una
Regai kuchema kani
Ndati zuva rekufa kwangu mukoma
Rekufa kwangu chinun'una
Regai kuchema kani
Ndati mukanzwa inzwi rangu roshaura, ndashaura
Regai kuchema kani
Ndati mukanzwa inzwi rangu roshaura, ndashaura
Regai kuchema kani
Ndati shevedzai mwana wangu, imi babawe
Regai kuchema kani
Ndati kuti agoimba pamwe neni, yave
Regai kuchema kani
Ndati zuva rekufa kwangu mukoma
Rekufa kwangu chinun'una
Regai kuchema kani
Ndati zuva rekufa kwangu mukoma
Rekufa kwangu chinun'una



Авторы: Oliver Dairai Mtukudzi


Oliver Mtukudzi - Oliver's Greatest Hits (Nguva Iya)
Альбом Oliver's Greatest Hits (Nguva Iya)
дата релиза
18-05-2018




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.