Songtexte Jesa - 3rinity
Jesa
Paivepo
kare
kare
pasi
pasati
parohwa
nenyundo
Madhongi
achinenyanga
matombo
ayinenzeve
Paive
nemukomana
ainzi
Jesu
Jesu
uyu
akange
ari
nherera
Chaakanga
ainacho
yanga
iri
ngoma
Yakaasiirwa
nemadziteteguru
ake
iri
nhaka
Jesu
aiti
kana
akaridza
ngoma
vanhu
vaiungana
vachitarisa
Mumwe
musi
akaridza
ngoma
Zvakaburitsa
vanhu
muminda
iringuva
yechirimo
Mwanasikana
wamambo
ndokuuya
pane
vanhu
vaye
achida
kuona
kuti
chii
Akabva
atorwa
moyo
nemaridziro
aitwa
ngoma
na
Jesu
Iye
Jesu
paakaona
runako
rwemwanasikana
akamuda
Vakaita
chinguva
vachisasana
pasi
pe
mushubvu
Asi
mambo
paakazouya
izvi
haana
kufara
nazvo
Nekuti
aiziva
kuti
mwanasikana
wake
aida
kuroora
murombo
Mambo
uya
ndokuurayisa
mukomana
uya
Jesu
Jesu
afa
kudaro
ndokukumbira
Musikavanhu
kumukumbira
kuti
aida
hake
kudzoka
Aida
kudzoka
arishiri
kuti
agoonawo
musikana
wake
Zvikanzi
nemusikavanhu
ita
Jesu
uye
akabva
adzoka
achibva
anomhara
pamusoro
pemushubvi
Vanikei
pasi
pemushubvi
musikana
uya
uya
arimubishi
rekuchema
Kuchema
mukomana
wake
mufi
Musikana
uye
akazoshamisika
kunzwa
shiri
ine
izwi
remukomana
wake
Ichimuimbira
ichimunyaradza
Vhara
maziso
zvisarwadze
Haufaniri
kuchema
handivimbise
kukupodza
asi
kana
uchida
ndichaedza
Ndichakuimbira
nziyo
zvakare
hapachisina
zvataiva
zvazoguma
Chokwadi
ndachishaya
mauri
waiwa
mwedzi
wechirimo
waindipa
zvandaida
Dai
ukawana
mufaro
kwose
kwauchaenda
kwauchaenda
kwauchaenda
Misodzi
zvorwadza
ndotadza
kufara
ndobaikana
Hana
aiwa
inzwa
musikana
taiva
tose
aiwa
chose
Waiwa
zvose
chisikwa
chemuhope
hope
ndoshaya
Kwenguya
ichanaya
kupanga
mazuva
aya
tiritose
taifara
Sara
zvakanaka
hana
yangu
bata
bata
Mazwi
angu
zvinondirwadza
pamuyo
asi
Musikana
akabva
ati
anzwa
izvi
remukomana
Wake
akati
haiwa
ndiye
mukomana
wangu
adzoka
Ndaizviziva
ndotoenda
naye
nhasi
musikana
ndopaakatanga
kuimba
kuti
Nezuro
pataifamba
takataurirana
pamusoro
pekuvaka
mhuri
Nekusazivaka
kuti
zvinhu
zvichidai
mafaro
aivepo
sei
zvinhu
zvichidai
Musikavanhu
akanzwa
Tsitsi
ndokushandudza
musikana
uye
kuita
shiri
Kuti
shiri
dziye
dzichaenda
dzese
Waiwe
mwedzi
wechirimo
Waindipa
zvandaida
Dai
ukawana
mufaro
kwese
kwauchaenda
kwauchaenda
kwauchaenda
Pose
paunoona
Jesu
vari
vaviri
unofanira
Kuziva
kuti
ndiJesu
nemwanasikana
wamambo
Nemwanasikana
kumushubvu
Apa
ndipopakafa
sarungano...
Attention! Feel free to leave feedback.