Alexio Kawara feat. Brian Buula Mugenyi - Pamuchinjikwa Songtexte

Songtexte Pamuchinjikwa - Alexio Kawara




Zvazvanezuro musati mauya
Kuzondiratidza nzira
Asi chii chandaizova
Dai nyika yakatondifusira
Zvazvanezuro ndaisaziva
Ndaitoti zvirikuendeka
Muzvivi ndaimbova
Asi hamuna kundikoshiwa yeah
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Handaigona kuriona riva
Dai musina kundipenyera
Maringe nekwandaienda
Idi ndaizongonobondera
Kundikanganwira zvese
Mukana mutsva
Nevimbiso yehuzere
Hupenyu hutsva
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Inyasha yeah
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha dzenyu Mwari
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Pamuchinjikwa
Makandisunungura kare
Zvazvanezuro musati mauya
Kuzondiratidza nzira
Asi chii chandaizova
Dai nyika yakatondikoshiwa



Autor(en): Alexio Kawara


Alexio Kawara feat. Brian Buula Mugenyi - Pamuchinjikwa
Album Pamuchinjikwa
Veröffentlichungsdatum
02-07-2021




Attention! Feel free to leave feedback.