Songtexte Rufu - BLOT!
Yo
Sam
Chris,
this
song
for
meditation
(claks
ladders)
G-N-D,
yo
Muggo
Adi
youngest
and
baddest
and
maddest
((Next
Generation)
Fantan
(Yo
Ribhe)
Saka
variko
vakaenda
vakatungamira
Vakaenda
vasina
kuita
zvavaishuwira
Nanhasi
uno
nguva
yavo
ndovarangarira
Adi
youngest
and
baddest
and
maddest,
Grenade
Sakani
life
ivhiri
ka
ikwire
dzike
Kana
rwauya
rufu
harukundike
Vaichengeta
nherera
vana
Matthew
Rusike
Kana
yakwana
nguva
futi
ka
hazvirambike
Sakani
life
ivhiri
ka
ikwire
dzike
Kana
rwauya
rufu
harukundike
Vaichengeta
nherera
vana
Matthew
Rusike
Kana
yakwana
nguva
futi
ka
hazvirambike
Ndozvinoita
hupenyu
Pamwe
unoshaya
shuga
unowana
munyu
Vari
kuda
mari
zhinji
vari
kubata
nyoka
mhenyu
(Ndozvinoita
hupenyu)
vachisimbisana
kuti
vari
kuita
zvisvinu
Vachisimbisana
Paichakwana
nguva
ka
zvichavaomera
Vachibvunzwa
mubvunzo
vachitadza
kuupindura
Vachange
vakugaya
chavakatadzira
Dai
tine
nguva
takatoshumira,
eh,
adi
youngest
Sakani
life
ivhiri
ka
ikwire
dzike
Kana
rwauya
rufu
harukundike
Vaichengeta
nherera
vana
Matthew
Rusike
Kana
yakwana
nguva
futi
ka
hazvirambike
Sakani
life
ivhiri
ka
ikwire
dzike
Kana
rwauya
rufu
harukundike
Vaichengeta
nherera
vana
Matthew
Rusike
Kana
yakwana
nguva
futi
ka
hazvirambike
Aiva
dhokota
ka
asi
akaenda
Aiva
makanika
asi
akaenda
Zuro
ndizuro
shamwari
yangu
Tatenda
Mhuri
yese
yaperera
kumarinda
Hupenyu
inhangemutange
Pamunotora
vana
venyu
itai
ndisatange
Mwari
regerai
vegodo
vavenge
Rufu
munzira
Mwari
wangu
handiringe
Sakani
life
ivhiri
ka
ikwire
dzike
Kana
rwauya
rufu
harukundike
Vaichengeta
nherera
vana
Matthew
Rusike
Kana
yakwana
nguva
futi
ka
hazvirambike
Sakani
life
ivhiri
ka
ikwire
dzike
Kana
rwauya
rufu
harukundike
Vaichengeta
nherera
vana
Matthew
Rusike
Kana
yakwana
nguva
futi
ka
hazvirambike
Ndozvinoita
hupenyu
Pamwe
unoshaya
shuga
unowana
munyu
Vari
kuda
mari
zhinji
vari
kubata
nyoka
mhenyu
Vachisimbisana
kuti
vari
kuita
zvisvinu
Vachisimbisana
Paichakwana
nguva
ka
zvichavaomera
Vachibvunzwa
mubvunzo
vachitadza
kuupindura
Vachange
vakugaya
chavakatadzira
Dai
tine
nguva
takatoshumira,
eh,
adi
youngest
Sakani
life
ivhiri
ka
ikwire
dzike
Kana
rwauya
rufu
harukundike
Vaichengeta
nherera
vana
Matthew
Rusike
Kana
yakwana
nguva
futi
ka
hazvirambike
Sakani
life
ivhiri
ka
ikwire
dzike
Kana
rwauya
rufu
harukundike
Vaichengeta
nherera
vana
Matthew
Rusike
Kana
yakwana
nguva
futi
ka
hazvirambike
Sam
Chris
Attention! Feel free to leave feedback.