Songtexte Hamutityise - Crooger
Ndonzi
Crooger
ndoera
shumba
inoruma.
Whoa
iye
iyee
Whoa
iye
iyee
Ndonzi
Crooger
ndoera
shumba
inoruma.
Whoa
iye
iyee
Hupenyu
hwedu
huri
mumaoko
ashe.
(Kwete
evanhuu)
Hati
chichidzirwe
nembwa
dzisina
mazino.
(Dzisina
mazino.)
Kure
kure
Kwatiri
kuenda
Kure
kure
Kwatiri
kubva
Vemudhuze
dhuze
Vari
kuvenga
Vemudhuze
dhuze
Vari
kurwadziwa.
Kwatabva
kure
Tichiteya
mambure
Hamutityise
Hamutikwatise
Bhora
mberi
Hatidzoke
kumashure
Hamutityise
Hamutikwatise
Hatidye
sadza
kumba
kwenyu
imimi
Hamutityise
Hatidye
sadza
kumba
kwenyu
imimi
Hatidye
sadza
kumba
kwenyu
imimi
Hamutityise
Hatidye
sadza
kumba
kwenyu
imimi
Vaitiseka
vanhu
ava
(Seka
vanhu
ava)
Vachitisema
kunge
imbwa
(Sema
sema)
Vaitibata
kunge
varanda
vavo
(Nhapwa
dzavo)
Sesadza
vaitikwatisa
(Kwatisa
kwatisa)
Hupenyu
ivhiri
hunotenderera
(Tenderera
whoaa)
Mwari
ndivo
vakazochinja
mpaka.
(Kepele
juvhe
close)
Life
haisi
nyore
nyore
Zimbabwe
furnitures.
(Pabatisise
whoaa)
Aiva
madziva
ava
mazambuko
(Ave
mazambuko)
Kwatabva
kure
Tichiteya
mambure
Hamutityise
Hamutikwatise
Bhora
mberi
Hatidzoke
kumashure
Hamutityise
Hamutikwatise
Hatidye
sadza
kumba
kwenyu
imimi
Hamutityise
Hatidye
sadza
kumba
kwenyu
imimi
Hatidye
sadza
kumba
kwenyu
imimi
Hamutityise
Hatidye
sadza
kumba
kwenyu
imimi
Hamutityise
Hamutikwatise
Hamutityise
Hamutikwatise
Hamutityise
Hamutikwatise
Hamutityise
Hamutikwatise
Shumba
dzinoruma
Shumba
dzinoruma
(Isusu)
Tirishumba
dzinoruma
Shumba
dzinoruma
(Isusu)
Tirishumba
dzinoruma
Shumba
dzinoruma
(Isusu)
Tirishumba
dzinoruma
Shumba
dzinoruma
(Isusu)
Kwatabva
kure
Tichiteya
mambure
Hamutityise
Hamutikwatise
Bhora
mberi
Hatidzoke
kumashure
Hamutityise
Hamutikwatise
Hatidye
sadza
kumba
kwenyu
imimi
Hamutityise
Hatidye
sadza
kumba
kwenyu
imimi
Hatidye
sadza
kumba
kwenyu
imimi
Hamutityise
Hatidye
sadza
kumba
kwenyu
imimi
Tyise
Kwatise
Tyise
Kwatise
Tyise
Kwatise
Tyise
Kwatise
1 Hennessy
2 Kana Usipo
3 Apa Hauna Cash
4 Gugula
5 PaHasha
6 Boyz Repa Ghetto
7 Harare Hucci
8 Hamutityise
9 Shato
10 Muteuro
11 Musoro Bhangu
12 Joy
13 Visa
14 Ndichakuona Ndadzoka
15 Misodzi
16 Ndomupei
17 Hamundiudzire
18 Sei Sei Marasta
19 Mafeelings
20 Simbi
21 Ndokupa Rudo
22 Way Up
Attention! Feel free to leave feedback.