Songtexte Vapfumi - Freeman HKD
AK
something
is
a
do
for
a
living
in
Mbare,
Hanik,
play
safe
HKD
Usangoti
chese
chawaona
uno-admire
Anacho
akachiwana
sei
tanga
wazvigaya
Shanda
zvako
kumbira
kubva
kuna
Messiah
Better
kufa
ndichi-tryer
Vacho
vamunenge
muchiti
vapfumi
Vanenge
vaine
makuva
asingagume
ari
dhaza
Wangu
mira
ndikuchune,
nezvishoma
zvaunowana
mu-life
yako
gutsikana
Vamunoti
vapfumi
avo
vane
ma-top
secrets
avo
avakavanza
Wangu
mira
ndikuchune,
nezvishoma
zvaunowana
mu-life
yako
gutsikana
Wawaona
vane
mazimotokari
wongoti
zvavo
Asi
hazvina
kuuya
nekuda
kwesimba
ravo
Kuti
vapfume
pakashanda
midzi
nembashito
neropa
vachiuraya
hama
dzavo
Vanodiridza
dzinde
rerugare
nemisodzi
yevamwe
kuti
zvavo
zvifambe
Vamwe
ndovanotengesera
satan
mweya
wavakapihwa
naMwari
kuti
vazivikanwe
Vane
moyo
yakaipa,
patinonzwira
vamwe
tsitsi
ivo
vano-smiler
But
still
type
yevanhu
vakadai
vakawanda
vacho
ndovanenge
vane
ndayi
Vamunoti
vapfumi
vanenge
vaine
makuva
asingagume
ari
dhaza
Wangu
mira
ndikuchune,
nezvishoma
zvaunowana
mu-life
yako
gutsikana
Vamunoti
vapfumi
avo
vane
ma-top
secrets
avo
avakavanza
Wangu
mira
ndikuchune,
nezvishoma
zvaunowana
mu-life
yako
gutsikana
Ende
hapana
chavanoshaya,
hapana
paunovaona
vakabata
shaya
Patinoti
njuga
dzakarema,
patinochema-chema
zvavo
ndipo
pazvinofaya
Havakudze
akatisika,
vanotoshamisika
patoti
dai
Mwari
matinzwa
Hameno
zvavanongozviita,
pavanongozviisa
hobho
vavakakitisa
Usangoti
chese
chawaona
uno-admire
Anacho
akachiwana
sei
tanga
wazvigaya
Shanda
zvako
kumbira
kubva
kuna
Messiah
Better
kufa
ndichi-tryer
Vacho
vamunge
muchiti
vapfumi
Vanenge
vaine
makuva
asingagume
ari
dhaza
Wangu
mira
1 Doctor Vemagitare
2 Vapfumi
3 Handina Godo
4 Pandakuona
5 Song Yerudo
6 Njani
7 Mashoko
8 Kwakuseri
9 Zvebasa
10 She Is Still Crying
11 Ndivhumbamirei
12 Ndega
13 Munhu Wenyama
14 Usandisimbise
15 Mari
16 Tiri Kudenfenda Title
Attention! Feel free to leave feedback.