Jah Prayzah - Uringirozi Songtexte

Songtexte Uringirozi - Jah Prayzah




Mr. Playboy Da Shizzel
A certified hit
Jah Prayzah haa
Yes I'm da pan
Show them how it's done, boy
Yeah man
Let's go
On your marks ready
Jah Prayzah punting right
Oye oye
Uri ngirozi yakatumwa naMwari
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Handikusiye mudiwa handidaro
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Ndokuimbira darling darling
Please come close to me
I wanna hold you so tight
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Ndinoedza wani
Kuitseketudza nyaya yerudo iyi
Ndichiedza wani
Kudetemba chaiko sanyanduri
Ndisinewe ndainge rema
Kureva chokwadi zvairema
Wakabata moyo wangu handirevi nhema
Misodzi gwa handichambochema
Vaititsvinyira vachitidema
Havachina zano semarema
Tatambarara serunyemba
Hazvidi godobori hazvide chiremba
Sunga dzisimbe tivake imba
Zvinoda hushingi zvinoda kusimba
Ndatora mbira, hosho nemarimba
Dzerudo handineti kuimba
Uri ngirozi yakatumwa naMwari
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Handikusiye mudiwa handidaro
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Ndokuimbira darling darling
Please come close to me
I wanna hold you so tight
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Rava jana rangu kukupa mufaro
Handibayi moyo wako mudiwa handidaro
Murudoka murudo
Murudo mudiwa nerunyararo
Vimba neni mudiwa zvirambe zvakadaro
Takatsidzirana pasina nharo
Unoziva sei mudiwa ndichikudaro
Unofamba negwara kwaro
Our love darling
Was not meant to die
Oh true love true love
True love never die
Everything I told ya
From my heart so true
Oh true love true love
True love never die
Uri ngirozi yakatumwa naMwari
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Handikusiye mudiwa handidaro
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Ndokuimbira darling darling
Please come close to me
I wanna hold you so tight
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Rudo unondigonera
Ndichakupa rudo kusvikira watirira
Rudo unondimonera mudiwa sechimonera
Ndichikurumira mudiwa kunge nyuchi yegonera
Paunondifonera ndinobva ndaperera
Runako rwako inga unondivhiringa
Urwo runako rwako babe unondikaringa
Icho chiso chako babe chinovheneka (that's right)
Matambiro ako babe unosimuka
Dai uri munda, babe ndaitsekesa kambo kerudo (wow)
Ndiko kandatsekesa, dakuzivisa babe unonzwisisa
Mudiwa ndinodisisa vamwe handichatarisa
Jah Prayzah na Mr Flavour vatsekesa
Iwe Rudo unonzwisisa
Vanatete vakaraira vachipopota mazamo vachipopota
Uri ngirozi yakatumwa naMwari
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Handikusiye mudiwa handidaro
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Ndokuimbira darling darling
Please come close to me
I wanna hold you so tight
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Ndokuimbira darling darling
Please come close to me
I wanna hold you so tight
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Uri ngirozi yakatumwa naMwari
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Handikusiye mudiwa handidaro
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya
Ndokuimbira darling darling
Please come close to me
I wanna hold you so tight
Wandipa mufaro usina ani nani dhiya




Attention! Feel free to leave feedback.