Songtexte
Oh,
oh,
oh,
oh,
Oskid
Production
Ketai
vakomana
honai
mwana
uyo
Wamboona
here
staera
yacho
yakarohwa
Gaya
uri
munda
wako
uriwe
urikurima
Haiwa
kune
mamwe
mabhebhi
akaipa
Mimwe
miriwo
haitomboda
kubikwa
Waita
luck
bhebhi
neni
wawanikwa
Batai
Batai
Batai
mwana
ane
mafaivha
Torai
mwana
uyo
anotoda
magayi
Tarisa
hona
munhu
wese
arikugaira
Vamwe
pachikona
vakatogarira
Honaka
miridzo
yaridzwa
pa
town
Mwana
anopfuura
nepana
4th
Achiflota
kunge
boat
step
yake
Kunge
abva
ku
abroad
Type
isiri
yekufamba
mu
road
Uyu
ndiye
mwana
anoziva
God
Staera
yangu
inotora
mabhebhi
Ma
shades
angu
anotora
Mabhebhi
kana
bhutsu
dzangu
Dzinotora
mabhebhi
Staera
yangu
inotora
mabhebhi
Tisu
tisu
tisu
tine
pattern
isu
tinenge
Levels
na
Fantan
torova
ngoma
kunge
Buju
Banton
bhebhi
ndirikuuya
kuma
7
7 Ndimirire
pa
7eleven
ndirikuuya
Ikoko
nana
Beven
hanzi
kune
mabhebhi
Ma
Asian
tirikushuta
video
nana
Ellen
Ehee
ehee
Staera
yangu
inotora
mabhebhi
Ma
shades
angu
anotora
Mabhebhi
kana
bhutsu
dzangu
Dzinotora
mabhebhi
Ketai
vakomana
honai
mwana
uyo
Wamboona
here
staera
yacho
yakarohwa
Gaya
uri
munda
wako
uriwe
urikurima
Haiwa
kune
mamwe
mabhebhi
akaipa
Mimwe
miriwo
haitomboda
kubikwa
Waita
luck
bhebhi
neni
wawanikwa
Batai
Batai
Batai
mwana
ane
mafaivha
Gaya
uri
munda
wako
uriwe
urikurima
Mimwe
miriwo
haitomboda
kubikwa
Wamboona
here
staera
yacho
yakarohwa
Yakarohwa
Attention! Feel free to leave feedback.