Oliver Mtukudzi - Dzandimomotera - Live Songtexte

Songtexte Dzandimomotera - Live - Oliver Mtukudzi

Oh yeah
Hosanna
Nhamo dzandimomotera, Hosanna, Hosanna
Nhamo dzandinetsa, Hosanna
Dai wandinzwawo Mambo, Hosanna mudenga iwe, Hosanna, Hosanna
Dai wandinzwawo Mambo, Hosanna mudenga umo, Hosanna, Hosanna
Hosanna, Hosanna matambudziko Hosanna
Nhamo dzandimomotera, Hosanna, Hosanna
Hosanna, Hosanna ndashupika, Hosanna wedenga iwe
Nhamo dzandinetsa, Hosanna
Hosanna ndatambura, Hosanna mudenga kani
Dai wandinzwawo Mambo, Hosanna mudenga iwe, Hosanna, Hosanna
Dai wandinzwawo Mambo, Hosanna mudenga iwe, Hosanna, Hosanna
Ini handidi nhamo, ini handimbodi nhamo
Ini handidi nhamo iwe Hosanna
Ini handidi nhamo, ini handimbodi nhamo
Ini handidi nhamo iwe Hosanna
Ini handidi nhamo iwe Hosanna
Ini handidi nhamo iwe Hosanna
Ini handidi nhamo iwe Hosanna
Ini handidi nhamo iwe Hosanna
Hosanna, Hosanna, Hosanna matambudziko, Hosanna mudenga
Nhamo dzandimomotera, Hosanna, Hosanna
Hosanna, Hosanna ndashupika, Hosanna wedenga iwe
Dai wandinzwawo Mambo, Hosanna mudenga iwe, Hosanna, Hosanna
Nhamo dzandimomotera, Hosanna mudenga iwe, Hosanna, Hosanna
Dai wandinzwawo Mambo, Hosanna mudenga iwe, Hosanna, Hosanna
Ini handidi nhamo, ini handimbodi nhamo
Ini handidi nhamo iwe Hosanna
Ini handidi nhamo, ini handimbodi nhamo
Ini handidi nhamo iwe Hosanna
Ini handidi nhamo iwe Hosanna
Ini handidi nhamo iwe Hosanna
Ini handidi nhamo iwe Hosanna
Ini handidi nhamo iwe Hosanna
Hosanna, Hosanna ndatambura, Hosanna mudenga iwe
Nhamo dzandimomotera, Hosanna, Hosanna
Hosanna, Hosanna ndashupika, Hosanna wedenga iwe
Dai wandinzwawo Mambo, Hosanna
Nhamo dzandimomotera, Hosanna
Dai wandinzwawo Mambo, Hosanna

Attention! Feel free to leave feedback.