Oliver Mtukudzi - Masimba mashoma Songtexte

Songtexte Masimba mashoma - Oliver Mtukudzi




Chisi chako masimba mashoma
Chisi chako masimba mashoma
Masimba mashoma
Hona kana mombe yekurongerwa
Ndeyekukame wakaringe nzira
Hona kana mombe yekuchengeteswa
Ndeyekukame wakaringe nzira
Chisi chako masimba mashoma
Masimba mashoma
Kutamba nemombe yehumai wairasa
Kutamba nemombe yehumai wairasa
Wairasa
Hona nyakurarama nechisi chake
Anodya asicheuka
Nyakurarama nechisi chake
Unoona anedya asicheuka
Kutamba nemombe yehumai wairasa
Kutamba nemombe yehumai wairasa
Wairasa
Hona kana mombe yekurongerwa
Ndeyekukame wakaringe nzira
Kana mombe yekuchengeteswa
Ndeyekukame wakaringe nzira



Autor(en): Oliver Mtukudzi



Attention! Feel free to leave feedback.