Songtexte Matitsika - Oliver Mtukudzi
                                                Tinekutambirai 
                                                mauya
 
                                    
                                
                                                Tinekutambirai 
                                                masvika
 
                                    
                                
                                                Tinekutambirai 
                                                mauya
 
                                    
                                
                                                Tekutambirai 
                                                nemawoko 
                                                maviri
 
                                    
                                
                                                Tinekutambirai 
                                                masvika
 
                                    
                                
                                                Tinekutambirai 
                                                mauya
 
                                    
                                
                                                Tekutambirai 
                                                nemawoko 
                                                maviri
 
                                    
                                
                                                Tinekutambirai 
                                                matitsika
 
                                    
                                
                                                Tekutambirai 
                                                mauya
 
                                    
                                
                                                Tinekutambirai 
                                                nemawoko 
                                                maviri
 
                                    
                                
                                                Tinekutambirai 
                                                masvika
 
                                    
                                
                                                Tinekutambirai 
                                                mauya
 
                                    
                                
                                                Tekutambirai 
                                                nemawoko 
                                                maviri
 
                                    
                                
                                                Tinekutambirai 
                                                matitsika
 
                                    
                                
                                                Kunyanyemi 
                                                makokwa
 
                                    
                                
                                                Kunyanyemi 
                                                matiguta
 
                                    
                                
                                                Kunyanya 
                                                imi 
                                                makokwa
 
                                    
                                
                                                Hatikanganwe 
                                                nemi 
                                                vangouyawo
 
                                    
                                
                                                Tinekutambirai 
                                                masvika
 
                                    
                                
                                                Kunyanyemi 
                                                makokwa
 
                                    
                                
                                                Hatikanganwe 
                                                nemi 
                                                vangouyawo
 
                                    
                                
                                                Tinekutambirai 
                                                matitsika
 
                                    
                                
                                                Musha 
                                                haungave 
                                                musha
 
                                    
                                
                                                Musha 
                                                musha, 
                                                navayenzi
 
                                    
                                
                                                Musha 
                                                haungave 
                                                musha
 
                                    
                                
                                                Musha 
                                                musha, 
                                                navayenzi
 
                                    
                                
                                                Ungave 
                                                mutema, 
                                                mutsuku, 
                                                mupfumbu, 
                                                muchena 
                                                wekoko
 
                                    
                                
                                                Tatenda 
                                                matitsika
 
                                    
                                
                                                Ungave 
                                                mutema, 
                                                mutsuku, 
                                                mupfumbu, 
                                                muchena 
                                                wekoko
 
                                    
                                
                                                Tatenda 
                                                mugodzoka
 
                                    
                                
                                                Musha 
                                                musha
 
                                    
                                
                                                Musha 
                                                musha 
                                                navayenzi
 
                                    
                                
                                                Musha 
                                                musha
 
                                    
                                
                                                Musha 
                                                musha 
                                                navayenzi
 
                                    
                                
                                                Tekutambirai 
                                                mauya
 
                                    
                                
                                                Tinekutambirai 
                                                nemawoko 
                                                maviri
 
                                    
                                
                                                Tinekutambirai 
                                                matitsika
 
                                    
                                
                                                Kunyanyemi 
                                                makokwa
 
                                    
                                
                                                Hatikanganwe 
                                                nemi 
                                                vangouyawo
 
                                    
                                
                                                Tinekutambirai 
                                                masvika
 
                                    
                                
                                                Ungave 
                                                mutema, 
                                                mutsuku, 
                                                mupfumbu, 
                                                muchena 
                                                wekoko
 
                                    
                                
                                                Tatenda 
                                                mugodzoka
 
                                    
                                
                                                Musha 
                                                haungave 
                                                musha
 
                                    
                                
                                                Musha 
                                                musha 
                                                navayenzi
 
                                    
                                 
                            1 Sarawoga
2 Huroi
3 Haidyoreke
4 Uneyerera
5 Watitsvata
6 Matitsika
7 Muteuro
8 Chiringa
9 Deaf Ear
10 Mutemo Weko
11 Mbodza
12 Rongadondo
Attention! Feel free to leave feedback.
                 
                                                         
                                                         
                                                         
                                                         
                                                        