Songtexte Unaye - Oliver Mtukudzi
                                                Nánga 
                                                inoona, 
                                                ndiyo 
                                                yareva 
                                                zvaunoda
 
                                    
                                
                                                Yangoreva 
                                                nezvausingade, 
                                                woti 
                                                haione
 
                                    
                                
                                                Unaye, 
                                                waunofungira 
                                                kare 
                                                (waunofungira 
                                                kare)
 
                                    
                                
                                                Unaye, 
                                                waunofungira 
                                                kare 
                                                (waunofungira 
                                                kare)
 
                                    
                                
                                                (Unenge 
                                                watukwa, 
                                                wongorereka 
                                                msoro, 
                                                zvenge 
                                                zvenhamo) 
                                                waunofungira
 
                                    
                                
                                                (Unenge 
                                                watukwa, 
                                                wongorereka 
                                                msoro, 
                                                zvenge 
                                                zvenhamo) 
                                                waunofungira
 
                                    
                                
                                                Nánga 
                                                inoona, 
                                                ndiyo 
                                                yaona 
                                                zvaunoda
 
                                    
                                
                                                Yangoona 
                                                zvausingade, 
                                                woti 
                                                haione
 
                                    
                                
                                                Unaye, 
                                                waunofungira 
                                                kare 
                                                (waunofungira 
                                                kare)
 
                                    
                                
                                                (Unenge 
                                                watukwa, 
                                                wongorereka 
                                                msoro, 
                                                zvenge 
                                                zvenhamo) 
                                                waunofungira
 
                                    
                                
                                                (Unenge 
                                                watukwa, 
                                                wongorereka 
                                                msoro, 
                                                zvenge 
                                                zvenhamo) 
                                                waunofungira
 
                                    
                                
                                                Nánga 
                                                inoona, 
                                                ndiyo 
                                                yareva 
                                                zvaunoda
 
                                    
                                
                                                Unaye, 
                                                waunofungira 
                                                kare 
                                                (waunofungira 
                                                kare)
 
                                    
                                
                                                Yangoreva 
                                                nezvausingade, 
                                                woti 
                                                haione
 
                                    
                                
                                                Unaye, 
                                                waunofungira 
                                                kare 
                                                (waunofungira 
                                                kare)
 
                                    
                                
                                                (Unenge 
                                                watukwa, 
                                                wongorereka 
                                                msoro, 
                                                zvenge 
                                                zvenhamo) 
                                                waunofungira
 
                                    
                                
                                                (Unenge 
                                                watukwa, 
                                                wongorereka 
                                                msoro, 
                                                zvenge 
                                                zvenhamo) 
                                                waunofungira
 
                                    
                                
                                                (Unenge 
                                                watukwa, 
                                                wongorereka 
                                                msoro, 
                                                zvenge 
                                                zvenhamo) 
                                                waunofungira
 
                                    
                                
                                                Iko 
                                                kunanga 
                                                kunánga, 
                                                wagara 
                                                uinaye 
                                                kare 
                                                waunofungira
 
                                    
                                
                                                Pfungwa 
                                                yekushopera, 
                                                wagara 
                                                uinaye 
                                                kare 
                                                wekufungira
 
                                    
                                
                                                (Unenge 
                                                watukwa, 
                                                wongorereka 
                                                msoro, 
                                                zvenge 
                                                zvenhamo) 
                                                waunofungira
 
                                    
                                
                                                Unaye, 
                                                waunofungira 
                                                kare 
                                                (waunofungira 
                                                kare)
 
                                    
                                
                                                (Unenge 
                                                watukwa, 
                                                wongorereka 
                                                msoro, 
                                                zvenge 
                                                zvenhamo) 
                                                waunofungira
 
                                    
                                 
                            1 Pfimbika
2 Wabarira Vamwe
3 Pasi Njere
4 Unaye
5 Yekunwa
6 Kure Kwazvo
7 Wamambo Mwana
8 Chiro Chakanaka
9 Mukana
10 Going on...What?
11 Rangu Jana
12 Maiwe Pidigu
Attention! Feel free to leave feedback.
                 
                                                         
                                                         
                                                         
                                                         
                                                        