Songtexte Get Away - Seh Calaz
Mulife
handina
pressure
Inini
handina
pressure
Zvandiri
izvozvo
handina
pressure
Mabhanditi
hatina
pressure
Vanotivenga
hatinei
navo
Vanotituka
hatinei
navo
Vakatimaka
hatinei
navo
Ivavo
hatinei
navo
Get
away,
get
away
Get
away,
get
away
Get
away,
get
away
Get
away,
get
away
Ndaneta
nevanhu
vapenyu
Ndaneta
nekahunhu
kenyu
Kana
huri
ihwo
hupenyu
Dzosai
vakafa
kuvapenyu
Ndanzwa
nekurasiswa
Pasi
ndichibatiswa
Guhwa
vachifambisa
Vachida
kundisungisa
Get
away,
get
away
Get
away,
get
away
Get
away,
get
away
Get
away,
get
away
Zvandotaura
neivo
zvavanotaura
Pamusoro
pangu
inini
Vanoda
musoro
wangu
inini
Haufi
wakavafadza
Vanoda
paunotadza
Unotovarwadza
Vanoda
kuparadza
Get
away,
get
away
Get
away,
get
away
Get
away,
get
away
Get
away,
get
away
Mulife
handina
pressure
Inini
handina
pressure
Zvandiri
izvozvo
handina
pressure
Mabhanditi
hatina
pressure
Vanotivenga
hatinei
navo
Vanotituka
hatinei
navo
Vakatimaka
hatinei
navo
Ivavo
hatinei
navo
Get
away,
get
away
Get
away,
get
away
Get
away,
get
away
Get
away,
get
away
Oh,
mayo
mai
Oh,
nah,
nah,
nah,
nah
Malon
T,
bang,
bang,
bang
Miss
Tawa
Mr
Beijing
again
Oh,
nah,
nah,
nah,
nah
Oh,
mayo,
mayo,
mayo
Oh,
nah,
nah,
nah,
nah
1 Munhu Ndauraya
2 Ndaqatumwa
3 NdiMwari Uyu
4 Tese Tirihuruva
5 Kusatenda Zvedu
6 Supu Ye Zondo
7 Chihera
8 Zvenzenza Maya
9 Ndoku Sponsor
10 4th Street
11 Mbanje Budget
12 MaVIP
13 Chinhu Nde Chedu
14 Rekeni
15 Chidaddy Chine Swag
16 Get Away
17 Usandisiye Ndega
18 Mind Your Business
19 Amai Ndi Mai
20 Sofa
21 Sadaka Torai
Attention! Feel free to leave feedback.