Songtexte
Yarira
ngoma
kwamambo
chigochamazizi
Hondo
yakapera
yakapera
hondo
muZimbabwe
Nhasi
chiruzevha
chauya,
chembere
dzirikufara
kudzokera
kuruzevha
Hondeha
hondeha
ndeha
hondehaaa
Hondeha
hondeha
ndeha
hondende
Hondeha
hondeha
ndeha
hondende
Hondeha
hondende
ndeha
hondende
Hondeha
hondeha
ndeha
hondende
Hondeha
hunduwe
Chembere
dzinokanga
muriwo,
dzinokanga
muriwo
Chembere
dzinokanga
muriwo,
dzinokanga
muriwo
Harahwa
dzinoveza
mupinyu,
dzinoveza
mupinyu
Harahwa
dzinotema
matanda,
dzinotema
matanda
Harahwa
dzinoenda
kuhuni,
dzinotema
matanda
Mhandara
dzinokanga
mazai,
dzinokanga
mazai
Mhandara
dzinokanga
mazai,
dzinokanga
mazai
Majaya
anokanga
mhandire,
anokanga
mhandire
Nhasi
chiruzevha
chauya,
nhasika
chiruzevha
chauya
Nhasika
chiruzevha
chadzoka,
nhasi
chiruzevha
chadzoka
Nhasi
chiruzevha
chadzoka
Honai
zvakanzwisa
tsitsi
vamwe,
inga
zvakanzawisa
tsitsi
vamwe
Honai
zvakanzwisa
tsitsi
mambo
iwe,
honai
zvakanzwisa
tsitsi
vamwe
Nhasi
chiruzevha
chauya,
nhasi
chiruzevha
chauya
Inga
hondo
yakapera
mambo,
hona
hondo
yakapera
mambo
Inga
hondo
yakapera
mambo,
inga
hondo
yakapera
mambo
Vamwe
vakadimbuka
makumbo
nayo
gore
iroro
Vamwe
ndokufira
ipapo
ipapo
gore
iroro
Vamwe
vakafira
mudzimba
iwe
gore
iroro
Vamwe
ndokutiza
hondo
kumisha
Asi
hondo
yakapera
mambo,
inga
hondo
yakapera
mambo
Inga
hondo
yakapera
mambo
Saka
dzinokanga
muriwo,
dzinokanga
muriwo
1 Mapfumo Speaks: Hallelujah
2 Ngoma Yarira
3 Pamuromo Chete
4 Mapfumo Speaks: Mr. Smith
5 Pfumvu Pa Ruzevha
6 Butsu Mutandrika
7 Mapfumo Speaks: No Consciousness
8 Gwindingew Rine Shumba
9 Chauya Chirizevha
10 Mapfumo Speaks: Revolutionary Songs
11 Nyoka Musango
12 Magariro
13 Mapfumo Speaks: Little Gods
14 Corruption
15 Mapfumo Speaks: Dying for Politics
16 Jojo
17 Bukatiende
18 Mapfumo Speaks: Light at the End of the Tunnel
19 Ndiyani Waparadza Musha
20 Mapfumo Speaks: Stolen Land
21 Marima Nzara
22 Mapfumo Speaks: A Good President
23 Ndangariro
Attention! Feel free to leave feedback.