Songtexte
Vakomana
ndakanga
ndachona
Ndanga
ndachona
paAzania
Mai
nababa
handichavaziva
Ndakavasiya
kare
karewo
Ndakaendako
ndisina
mhuri
Nhasi
ndadzoka
ndaanemhuri
Vakomana
ndakaenda
kare
Nhasi
uno
ndafunga
kumusha
Vanun'una
ndanga
ndakanganwa
Hanzvadzi
dzangu
handichadziziva
Ndakavaona
kare
karewo
Vakomana
makaite
basa
Vakomana
makaite
basa
Vakomana
makatore
nyika
Vakomana
makatore
nyika
Kwedu
kure
handaikusvika
vakomana
imi
Kwedu
kure
handaikusvika
Ndatosvikako
mvura
yanaya
vakomana
Mukoma
Jerry,
mangwana
kumusha
Mukoma
Jerry,
mangwana
kumusha
Mukoma
Jerry,
mangwana
kumusha
Mukoma
Jerry,
mangwana
kumusha
Mukoma
Jerry,
mangwana
kumusha
Mangwana
kumusha
Mangwana
kumusha
Mangwana
kumusha
Amai
nababa
musandicheme
Amai
nababa
musandicheme
Amai
nababa
musandicheme
Amai
nababa
musandicheme
Amai
nababa
ndiri
kuuya
Ndiri
kuuya
Ndiri
kuuya
Ndiri
kuuya
Ndiri
kuuya
Mukadzi
nevana
ndavataurira
Mukadzi
nevana
ndavataurira
Mhuri
yangu
yose
ndaitaurira
Mhuri
yangu
yose
ndaitaurira
Mhuri
yangu
yose
ndaitaurira
Mhuri
yangu
yose
tiri
kuenda
Tiri
kuenda
Tiri
kuenda
Tiri
kuenda
Tiri
kuenda
Pee,
chitima
icho,
kubva
Jubheki
naMuchoni
Wanga
vachona
mwana
uyu
Inzwa
unzwe
kuchema
kuri
kuita
amai
pamba
Kupururudza
mupururu
Wauya
Muchoni,
wauya
Muchoni
Pururudzai
wauya
Muchoni
Wanga
wachona
mwana
wangu
Wanga
wachona,
wauya
nemhuri
yake
Muchoni
Batai
huku
Muchoni
wauya,
batai
huku
wauya
Muchoni
Pemberai,
wanga
wachona
mwana
wangu
Pemberai
Muchoni
wauya
Pururudzai
wauya
Muchoni
Ndiri
kuuya
Ndiri
kuuya
Tiri
kuuya
Tiri
kuuya
Tiri
kuuya
Tiri
kuuya
Tiri
kuuya
Tiri
kuuya
Tiri
kuuya
Tiri
kuuya
Tiri
kuuya
Tiri
kuuya
Tiri
kuuya
Wanga
wachona
mwana
wangu
Wauya
Muchoni,
farai
kani
vasikana
Muchoni
wauya,
wauya
nemhuri
yake
Muchoni
Wanga
wachona
Muchoni,
pururudzai
wauya
Muchoni
kani
Batai
huku
Muchoni
wauya
Wauya
Muchoni,
wauya
mwana
wangu
Wauya
nemhuri
yake
Muchoni
Wanga
wachona
Muchoni
Attention! Feel free to leave feedback.