Thomas Mapfumo - Nhamo Zvakare Songtexte

Songtexte Nhamo Zvakare - Thomas Mapfumo




Nhamo yauya wakomana, nhamo yauya iwe
Totobatsirana pamwechete, nhamo yauya iwe
Nhamo yauya zvekare, nhamo yauya iwe
Vakomanawo pandakabva kuhondo
Baba namai ndakakunyeperai
Ndikati nhasi rugare rwauya
Ndokuonawo nekuperawo kwehondo
Ndisingazive zvakange zviri mberi
Ndikati nhasi nhamo yapera
Nhamo yauya wakomana, nhamo yauya iwe
Totobatsirana pamwechete, nhamo yauya iwe
Nhamo yauya zvekare, nhamo yauya iwe
Baba namai ndakakunyeperai
Baba namai pandakabva kuhondo
Ndikati nhasi rugare rwauya
Ndokuonawo nekuperawo kwehondo
Ndisingazive zvakange zviri mberi
Ndikati nhasi nhamo yapera
Nhamo yauya wakomana, nhamo yauya iwe
Totobatsirana pamwechete, nhamo yauya iwe
Nhamo yauya zvekare, nhamo yauya iwe
Hurombo amaihwee hee, hee, hee
Hurombo amaihwee hee, hee, hee
Hurombo amaihwee hee, hee, hee
Hurombo amaihwee hee, hee, hee
Hurombo amaihwee hee, hee, hee
Nhamo yauya wakomana, nhamo yauya iwe
Totobatsirana pamwechete, nhamo yauya iwe
Nhamo yauya zvekare, nhamo yauya iwe
Hurombo amaihwee hee, hee, hee
Hurombo amaihwee hee, hee, hee
Hurombo amaihwee hee, hee, hee
Hurombo amaihwee hee, hee, hee ndeha



Autor(en): Thomas Mapfumo


Attention! Feel free to leave feedback.